ENGAGEMENT RING PART 5

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Dhafu sando dzako✊✊✊isai malikes Pana Dhafu apo😜😜😜

praisemasunda
Автор

Ummm uyu anonzi Dhafu ndamutadza ini🤔... Anogona zvakarebesa💕 🔥🔥

deenycchibukira
Автор

💃💃💃💃 Pengai amwene Dhafu, Netsai ndiye muroora wenyu

nyashajay
Автор

Dai taipihwa ana Amwene vakaita saDhafu chokwadi unenge wazviwanira amwene vako vanemoyo wakanaka

moleenmutetwa
Автор

Blacky ndongonzwa kuda kungokuisira like zvangu

austinchasauka
Автор

Netsai played so well in this role🥰🥰🥰🥰team racho rese mahwambi kugonesa

Yeuliz
Автор

i felt the heat pa argument ya Dhafu na Senzeni mmmm

memorymadyegasva
Автор

But Director mazuvano mukunyatsozviwana kupi izvi....Crew renyu rotoda maAwards shuwa... This is good stuff👍👍👍👍

t_asha___
Автор

Penga dhafu iwe anoti dhafu anogona isai.malikes

mishelhlabani
Автор

Dhafu anopopota wena kkkk and izvi hazviperi mushe Jatiwero achachema chete

charleskruguwa
Автор

I can watch these talented people all day. Thank you for the entertainment 👏🏻👏🏻👏🏻

patieking
Автор

Kkkkk ndipinduka pakurara kwete pakutaura🤣🤣🤣🤣🤣masasi aDhafu anondipedza.

linahchiwambo
Автор

😂Vhovho kaaa hanzi Jatwell siya Jatiwero waNetsai uyo..NB to the fullest

japterchikoho
Автор

Jatiwero smile nadhafu pano pari kurira inini

letwinchiremba
Автор

Great series. Please musanonoke pama Episodes apa because zvakuenda kunonyatso nakidza kwacho.

mishyt
Автор

Nestai kuchema ngekuda kuwacha hembe!! 😂. There’s a difference between striving to be a wife and a house girl 😂

Gigixox
Автор

Naiza Boom, Naiza Boom pliz we need the following episode as soon as last Wooow, nyaya iye yakora muto manje. Guys don`t keep us waiting for too long. MUNOGONA. Pane imwe yatichakamirira yaDhafu nemazhanje

lukemazhomba
Автор

Blackie im your fan, , , kaudhinhiwe kaunako im also like that @ times

memorymufanebadza
Автор

Blackie is beautiful. The hoarse sexy voice compliments her beauty ❤️❤️❤️

kukhanyampofu
Автор

Naiza Boom, right chinonzi acting ndicho chiri pateam iri facial expressions dzenyu it's real guys, dhafu netsai senzeni bigop

wellingtonweluzani