Vakamuseka kuti imvana asi Hupenyu hunochinja

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Thanks for watching:
These videos are created from Creative Commons videos that are allowed for reuse. They are edited to match our culture, language and values ..They are mainly based on things that happen in our daily lives, therefore their purpose is to teach, inspire, and entertain

rondedzerodzeupenyu
Автор

The first line of your story hit me like a tonne of bricks. I’m a man of 49 and my story goes back 21 years ago. But sekutaura kwawaita kuti ndisingakupedzerei nguva yenyu, now vanosundidzirana kuti chimbomuisira message iwewe because tamunyanyira. Vamwe vachikukundwa havo nePride saka vanoudza vazukuru kuti wadii kumbotaura naSekuru wako ndiye chete anokwanisa kutibatsira situation yatiri. I’m the exact testimony yekuti kana usina chaunacho hama dzinokuramba, includes mubereki wako chaiye. But chokwadi chandinokuudzai hama dzangu ndechekuti hakuna mwari anorasa munhu waakasika.

thatgirl
Автор

I'm so touched coz ndohwanga huri hupenyu hwangu mwari vasati vandinzwa and Rutendo that's my name 🙏🙏🙏

nokumandina
Автор

Amen is powerful tsumo chaitemura chawakusewa

tarisaimuparadzi
Автор

Amen ndodzidziso Chokwadi tisarasa tariro Mwari vanopa ropafadzo chero nguva uye tisatarisira umwe pasi ❤❤❤❤

rovainyamhunga-zquj
Автор

Amen, Mwari vanoropafadza pakashoreka.

karenmukuku
Автор

What a profound narration! This is real in life. Tsumo: 1:Chenga ose, manhanga hapana risina mhodzi.
2: Karere, mangwana kachakureravo.
To the cruel step mum: nyadzi dzinokunda rufu!

mhonda
Автор

Tisadarirane mukurarama hamawee nekuti hwupenyu unoshanduka, hapana anoziva ramangwana...God is the answer & Judge kwete isu vanhu venyama ❤

SENZENINGWENYA-zl
Автор

Amen, ngatipe mbiri kuna Mwari, tisaneta pakunyengera, kumbira chaunoda Mwari vanonzwa vanopa vanopindura kunyangwe zvichitora nguva kana kubudisa ziya

chipomaziriri
Автор

Amen 🙏🙏, aiva madziva ava mazambuko, , , , or chisingapere chinoshura, , , or seka urema nechimwe chinenguva yacho

christinasiyakurima
Автор

Amen . Jehova vanosvinurira zvakazvidzika

PATIENCENYENGERA
Автор

Amen, itsika yavo Mwari kuropafadza pakashooreka

bettysamhutsa
Автор

Mwari ndimwari vanopindura munamato amen powerful

TakudzwatshumaPortiatshu-jfxz
Автор

Amen mwari Ariko xuwa zvinhu azviramba zvakadero

EnesMhlanga
Автор

Thank you for creating such inspirational content!!! You are very talented at narrating stories!!

CISS
Автор

Aiva madziva ave mazambuko uye chaitemura chave kuseva

WinmoreMusuthu-uush
Автор

I need that Grace .my tomorrow is better than today

constancebriella-melk
Автор

I feel like crying 😢😢
Thank you 💕 so much for the lessons

TapiwanasheMutasa
Автор

Am so touched eish that was my life ndichitomborwgeswa kuenda kuchikoro ASI Mwari vanopindura

CharityMushipe-xpbs
Автор

Zvakaoma chokwadi hapana anoda kurambwa asi kana zvaramba zvarambawo munhu wese anofanirwa kuroorwa kana kuroora

ashleydziva
join shbcf.ru