Mwana ngarairwe namai nabba mai ngavarege kuti baba vachitaura nemwana vopinga baba JonemussumeArmando
Mwana ngarairwe namai nabba mai ngavarege kuti baba vachitaura nemwana vopinga baba
Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma mandlamandla
Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma
Chi Ndebele chinoti bakhuzeni abantwana basese babcane bayekele ukuganga mandlamandla
Chi Ndebele chinoti bakhuzeni abantwana basese babcane bayekele ukuganga
Vana vanoda kubatsirwa sevana chero ava zai regondo uye vamai mudevana zvekuuraya ramangwa ravo RosinaMunyoro
Vana vanoda kubatsirwa sevana chero ava zai regondo uye vamai mudevana zvekuuraya ramangwa ravo
Dzidziso yenyu yakatikoshora zvikuru ❤❤❤ DonaldFenyere
Dzidziso yenyu yakatikoshora zvikuru ❤❤❤
Mwana kana achitsiura ngapashaikwe murevereri tangai maringa zvir pamwana SimbisoHove
Mwana kana achitsiura ngapashaikwe murevereri tangai maringa zvir pamwana
Good lesson Asi uhmmm mugoni we pwere ndoasinayp QueenDee-cbgd
Good lesson Asi uhmmm mugoni we pwere ndoasinayp
Akauraiwa mwana bt kungotii zvinoda teaching chete kuvana AggremantSimango-qvut
Akauraiwa mwana bt kungotii zvinoda teaching chete kuvana
Urisimbi yebasa chisikana. Vabereki rovai vana vati president wakataura freemanshereen
Urisimbi yebasa chisikana. Vabereki rovai vana vati president wakataura
Amen mwana anoda kutsiurwa kubva achiri mudiki rovainyamhunga-zquj
Amen mwana anoda kutsiurwa kubva achiri mudiki
Akauraiwa asi kuteerera kunokunda chibairo dorcasmushayanyama
Akauraiwa asi kuteerera kunokunda chibairo
Oni akauraiwa...ende kudai ari mwana wangu ndaimuzvambaradza pardonmanyenje-zjcl
Oni akauraiwa...ende kudai ari mwana wangu ndaimuzvambaradza
anenge akaurawa nekuti zvemadrugs zvaive zvavapachena nekubatwa kwaakaitwa kuchikoro aizotaura vanomupa Madrugs acho RichmoreChmbaranga-fhld
anenge akaurawa nekuti zvemadrugs zvaive zvavapachena nekubatwa kwaakaitwa kuchikoro aizotaura vanomupa Madrugs acho
Mazvokuda ayo mwana haadi kuregererwa anosiya jena muponesi rakacheka nyika sure Rest in peace mwanasikana. priscillandoro
Mazvokuda ayo mwana haadi kuregererwa anosiya jena muponesi rakacheka nyika sure Rest in peace mwanasikana.
Maonero angu akauraiva mwanasikana uyu🤔🤔 simbanayvictorinosande
Maonero angu akauraiva mwanasikana uyu🤔🤔
Akauraiwa nezvikomana zvaaitamba nazvo overtonchikwakwa
Akauraiwa nezvikomana zvaaitamba nazvo
Onie akauraiwa nevakomana vakutya kuzotengeswa kumapurisa charmiebakasy
Onie akauraiwa nevakomana vakutya kuzotengeswa kumapurisa
Akaurayiwa neboys bcz thy knew kut thy secret was about to be revealed esinahladye
Akaurayiwa neboys bcz thy knew kut thy secret was about to be revealed