MY HIGH SCHOOL TEACHER (EPISODE 70)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Kunevanoti Baba vaClio ndibaba bhoo zvokuti nevanoti mai Clio vavakutoitira mwana jealous siyai malikes apa

Tshumapanashe
Автор

Mr Nyamari munogona zveshuwa (sure) mashoko enyu akatetepera seporridge yemurwere. Mashoka amataura nemwana I salute you for today❤

ishmaelmuchadakurwa
Автор

Kune vakuti Mai Cleo vane jealousy Havana godo but she's protecting mwana wavo man can not be trusted zveshuwa especially boyfriend or stepfather

NatashaLimbikani
Автор

Moneymaker hausi hr baba vacleo vekutiza nhumbu

Thandietania
Автор

Ndaoneswa mandebvu Ari biological father vacleo

gvcivdw
Автор

Ko wanyamari wariwo baba waCleo 😂😂😂😂me just thinking about it😊😂😂😂

yolandanyakonda
Автор

Ko guys saka kubva pakarohwa babe ❤RaDhimba vakabva vatorambana here nekuti tavasuwa weduwe vachinyeperana kana vaibata Siya lije

liliking
Автор

Mai Cleo vanogona kuactor zvonyatsoita real

tariromundingi-nfui
Автор

Lilie how far jonga hokoyo kwakainda lilie chema mufanha wangu kutovachemera madam kuti bby ndokuda kkķk

MiriamChiororo-izuk
Автор

Ini ndaona sekuti mandebvu ndivo baba cleo ini hsndichazvioni mushe

sklyhmn
Автор

Hakusikutoenda kwaKiriyo hr uku cant wait

InnocentmuchemwaMark
Автор

voice of money, president of the ghetto, Baba Mari

alisonchidavarume
Автор

Thank you very much naiza boom
Saka kandahi chimwe 😮😮😮😮😮😮😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢 ndokubiravo mukoma

TimotioFernando-nrqh
Автор

Mai cleo musamanyira kumberi maybe baba cleo warikuda uitira mwana kut akure akagarika ❤❤❤❤

MasclineMleya
Автор

Nyamari ndiyee baba vaCleo real father DNA man please can you come to this house

generalhuni
Автор

Cleo unogonesa zvako zvaunoita zvinoratidza ramangwana rako rakajeka kubva mai vako avadi kukundwa chete ndozviripo atirambi kuti varume havavimbiki asi matauriro amai Cleo handiwo matauro anoitwa kumwana ♥️♥️♥️♥️🔨🔨🔥🔥 Mwari ngavakuendesei mberi mberi Naiza boom

czdbkht
Автор

Daddy va cleo avo be careful something fishy vanogona vari real father vako cleo

bjmtyfg
Автор

Aah munhu wese arikungoti VaNyamari ndibaba vaCleo, how? Why didn't mai Cleo recognize him pavakasangana or kunyengana aah? Ungakanganwa munhu akakumitisa okutiza kuenda kuimwe nyika? Imika hazvi meke sense, baba ava varikungoda kuswedera padhuze nemwana kuitira paanozokanda shoko Cleo anonga ava ne soft spot for him chete

lynianyamani
Автор

Mr nyamari vanenge Ivo the biological father vekutiza nhumbu chaiko avaaa

EnitamudzingwaEnitamudzingwa
Автор

Takuda Tinashe nema DNA myb ndivo baba Clio chaivo

josephlester