MY HIGH SCHOOL TEACHER (EPISODE 85)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Keep it up NB.. Madam naJonga makanyanya anovafarira isa like 👇

AnnieManhenda
Автор

Vanoti culture love ngaarambe ari munaiza boom isai malikes gyz

AkinojiTsoro-terl
Автор

First viewer ndipei maLikes angu plus I'm a teacher kune vane vana vanoda malessons ndipei

KwaLegend_Extra_Lessons
Автор

Mai Cleo bhoo here yamunenge muchiita mwana iyo makuzo bhururutsa mbingaldo manje ne skiri renyu regodo pamwana and pa business hapana husahwira or hukama you are just a paying customer like everyone else and Cleo ndiye anozo decider ega to share profit with you if she wants.Cleo I think you should hire Ebu to work in that shop for you so that she can put mai Cleo in her place and stop taking advantage nekuti mwana.This movie has got so many lessons tiri kudzidza zvakawanda shuwa 🇿🇼 ❤❤❤😮😊.

ShortCircuit
Автор

Seyi Mai clio muchida zvinhu zvenguva iyoyo koramangwana fungai yamangwana madzimai 😂😂😂😂😂😂😂😂

PortiaMutama
Автор

The junior making machine anozowanza Nyamari

RooneyPirikisi
Автор

Nhasi ndati kasikeiwo ❤🎉 watching from SA

NetsaiMusendo
Автор

Mai Cleo jealous nekuti makundwa nemwana kufunga😂😂😂

AbelNkomazana-tyee
Автор

Watching from SA enjoying your skits welldone guys

NewlifeTukazi-pybr
Автор

Mati episode iyi yawe kuenda kuma final but final yacho mongotipawo riri 1 hour sure munenge matigonera ipapo 😊

MunyaradziMutonga
Автор

Nenhumbu iyo yazouya iyi 😂ndaona shop yavharwa 😂

Cutebaep
Автор

😂Pamwe mai Cleo is lying kt vane nhumbu 😂

im_mrty
Автор

Mai Cleo munogona henyu keep the fire burning 🔥 🔥 🔥

CharityMarira
Автор

Kacheche karikuuya nyamari 😂😂😂triple MMM 😂😂

bgeeealwx
Автор

Mai Cleo ndakuzigumbuka manje ndokurovai siyai zvamuri kuita kushungurudza mwana

MuneniMutsatsa
Автор

Jonga na madam destin hokoyoyi lili akuuya muchazvarira mujeri❤😅😅😅😅

MisperManyika
Автор

Nyamari ndapindira funs siya like woti Naiza mudhara❤

FuturePilotKBN
Автор

Well done team keep the good work Naiza boom 😊

bevinmakamure
Автор

Nhumbu yakura I love Lilly nemoyo wese

effortsilvastarchiwota
Автор

Well done team. Keep the good work NB.

ishmaelmuchadakurwa