Kupiswa Kwemachira eVadzimu NemaKristu?

preview_player
Показать описание
The public burning of ancestral regalia should be banned. Zimbabwe is not a Christian state.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Good topic, magona kutaridza ma effects of colonialisation. Dzimwe nguva unondzi pisa machira vachikubira chipo.

lillycee
Автор

Thank you lets continue educating the people

mjenami
Автор

Mataura idi chairo sekuru. Ndinokumbirawo zita reclosing song yenyu iyo inonakidza chaizvo.

samsonncube
Автор

Vanhu vatema must ask themselves kuti vakamboona vanhu veku United Arab Emirates vachipisa nhumbi dzavo dzinofambidzana ne Religion yavo. It's only black people vano kambira zvisiri zvavo. Christianity is a bully religion that is intolerant of other religions. Ndiri seni l have since stopped believing that religion coz hapana zvachinondi batsira nazvo.

wilf_moyo
Автор

Maita basa sekuru tinotenda nechirongwa chenyu chakanaka

preciousmpofu
Автор

makristu are very pompous especially vatema . apa maprophets avo are hypocrites havabve mun'anga

kwarummond
Автор

Rangu bhayibheri ndakavesesa Moto during load shedding. Rakapera page by page pandaivesa Moto. I never made it a public spectacle. Kutotanga kuzvitaura pano 🤞🏿

wilf_moyo
Автор

Ndiri kukumbirawo kuti mu gadzirise (Edit) pa Wikipedia

Ndinovimba munerizivo rwakakwana rwekudzidzisa vakawanda. Ndapota ndapota, ndino kumbirawo zvikuru. Ndatenda

KweseNews
welcome to shbcf.ru