Njeti neNgonyama- Mafuko Anogona Kuparira.

preview_player
Показать описание
Pane mafuko asingadi kutengwa kana usinganzwisisi zviri pauri. Pamwe unozonzwa vamwe voti machira ako atipedza, iwe woshaya kuti chii? Wotofunga kuti vanokuvenga. Ngwarira mafuko aunotenga kana kutengeswa.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Tinotenda sekuru Makoni...this was good. Ndimi mega matiudza yambiro iyi. Matigonera. The use of subtitles is another fantastic idea. 😊🏆💯✅🥇

lillycee
Автор

Ndatenda hangu sekuru Makoni nedzidziso, ASI muvhunzo wangu uripakuti kana mudzimu wabuda wendau or wedzviti uchitaura mafuko iwayo nemaganhu nezvimwewo zvayinoda ndotenga zvingazokonzerazve here Kuti kana mumusha umu munengozi, zvingakonzere here Kuti Ngozi Iya kana iri yemandau or iri yedzviti rakaurayiwa mudzinza I shandisezve mafuko Acho ? Panenge pakuda Kuti uyendezve kwasahwira here Kuti unoti mafuko Aya ndakatenga kana Kuti unongomutswazve midzimu iye yoratidzwa mafuko Ayo Kuti Aya mafuko atatenga Muri pamwechete vedzidza ndo pandinodawo kuziva NHAI vasekuru,

ZondiweMutema
Автор

Ko kurota vakadzi vakafeka jira chena rine musoro weshumba pamberi vachitamba vari mberi kwangu zvinorevei

FaresiChisanho
Автор

ndinoyenda sekuru murambe makadaro muchitidzidzisa asi ndine mubvunzo hakuna here mudzimu unoshandisa jira reshumba shanu mumatare edu evashona

grilomanjackport
welcome to shbcf.ru