Musiyana weSvikiro neN'anga, Mbuya Mavhu Vano Tsananguro

preview_player
Показать описание
Musiyana weSvikiro neN'anga, Mbuya Mavhu Vano Tsananguro
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

mkadzi anotaura chokwadi uyu mmmmhhhh👏👏👏👏

C.TManjuu
Автор

Apa Gogo panyaya yen'anga hamuna kunyatsopatsanangura zvakakwana. Mazuva ano handione n'anga dzchisandisa hakata kana ma shells. Zhinji dxave nezvadzinoti ghirazi. Ghirazi racho rinogona kunge riri ghirazi chairo chairo, kana kuti mvura, kana kuti mucheka, zvichienda zvakadaro.Uyezve kenen'anga dzinonzi Tateguru. Ko vanaSekuru vanoti kune n'anga dzineMudzimu wekurapa, dzichishandisa mushonga vanonyepa here. Uyezve hadzisi n'anga dzese dzinorombesa nekuti dzinoti Mudzimu waudi tsvina kana ropa. Kana muchikwanisa pajekesei ipapo!!

rascocky
Автор

I think am in love with you gogo mazita

edithmashaire
Автор

Kunyepa zvakafanana gogo imi mazuvano vanh vanoshandisa mushong . N'anga nesvikiro vese vanoshandisa mushonga zvakafanana

paidamoyomagwenzi-wgds
join shbcf.ru