filmov
tv
MUDZIMU NEMASHAVI 1

Показать описание
Ibasa remudzimu kutsvaka mashavi akanaka. Mashavi ndiwo anouya nezvipo nehunyanzvi(special talents). Asi shavi kuti rinyatsoshanda zvakanaka, rinofanirwa kushanda riri pasi pemudzimu.
Hatifanirwi kumanya kupembedza mashavi tisati tatenda mudzimu, kana kugadzira mudzimu, kana kutambira mudzimu.
Tinofanirwa kutungamidza mudzimu mberi.
Hatifanirwi kumanya kupembedza mashavi tisati tatenda mudzimu, kana kugadzira mudzimu, kana kutambira mudzimu.
Tinofanirwa kutungamidza mudzimu mberi.