MAJJESTY - WANGU CHAIYE (Official Lyric Video)

preview_player
Показать описание
Performed By: MAJJESTY
Written By: Baron Leon Mkweza
Lyric video: Allen Fox

Ndakazowana wangu chaiye
Hona kufitana
Hana dzedu dzakaroverana ka1
Zvikatonangana
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
Varipasi mapfihwa
Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
Handingambofare akaita low
Coz handingambowane mumwe akaita soo

Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana

Ukazviwanira wako
Hazvibvunzwe ufunge
Kana pachako
Haudzigwe kuti umufunge
Ende rudo soo
Rukakubvuma haungazombode
Rudo ibofu
Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
Ngarisadoke usina kumuona Mumwe wako
Akasafona iwewe fona
Ndorudo rwacho
Usaita busy for your lover
Pamwe pacho
Make it easy for your lover
Usazochona

Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana

Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa

Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Those from tik tok let's gather here❤😊

RossahChivanganye
Автор

Haa muhombe uyu guys who's here because of sahwira mukuru...keep the fire burning mhani

DevineMukaro
Автор

you are a star my younger, voice lyrics message and quality sound it's on top notch 👌

silastagara
Автор

We were waiting for so long and now it's out

FmTarumbww
Автор

Okay wait my new favourite by majesty you keep digging deeper mumoyo

MavisThandabani-wu
Автор

Your biggest fan from TikTok your song is a hit especially when you are inlove I love the song it's on repeat 😁😁😁😁😁😁😁

MoillahMaturuka-chef
Автор

Which social media platform brought you here? Tiktok, Instagram, Facebook??

majjestyzw
Автор

Uyu akaipa uyu masong ake mazhinji akupisa kutiktok aaaa🎉

ShineSkiller-pt
Автор

kusatenda huroyi majjesty anogona 🔥🔥🔥🔥🔥

nishawhitney
Автор

Thos song is so touching ❤❤❤ majjesty you are a blessing when it comes to music 🎉🎉

daneenbalogun
Автор

Yoooh u have the voice shame I lyk the song ❤

OliviaRwodzi-ip
Автор

It's a bang .... Aiwa isusu tatobva ku TikTok ❤

kellymutema
Автор

I don't know what to say buh l just wanna thnk you bro music yenyu inondiitira zvangu❤❤

Hiphop_music_lyrics
Автор

This is what we call good music, talent straight from The Creator

tanakatasiya
Автор

Majesty Pure Pharmacy
As music is my Medication ❤

cane-js
Автор

❤❤❤kusatenda Huroyi babe wangu anondida🥺🥺🥺

maryphiri
Автор

The way I’m obsessed with this song I could notice that the cover pic has change ❤

mitchellmarakurwa
Автор

Been looking for this song for ages 🥰💖💖💖

TadiwahGwethu
Автор

Ndauya kuzosiya moto 🔥🔥🔥

Tommie Xx💋

Tommy.xx
Автор

number magetsi baba, tokumbirawo remix na 216 whisky

teekayzee
welcome to shbcf.ru