MAJJESTY - SAHWIRA MUKURU (Official Lyric Video)

preview_player
Показать описание
Perfomed by Majjesty
Written by: Baron Leon Mkweza

Ehkaa
Tambaoga haana pressure
Sta
Sahwira mukurusa
Majjesty usadaro
Ka nhaii

Nasahwira topindirana
Ende tinowirirana
Nasahwira tosimbisana
Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu

Coz ukango texta ndosekerera
Kuswera usingafile bho ndinomerera
Sahwira usahondi womesera
Ukandi replacer haa-uripinde denga
Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find
Ndongoda kugara newe paside
Uchindimiririra ndikabuda offside
Muhombe
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser

Wangu sahwira muho-ombe Sahwira mukurusa
Ndomuda zvikuru aagh
Uyu muho-ombe handidi kumu loser
Ndingatomera bundu shaa
Muho-ombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Ndingatomera bundu

Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari
Husahwira kusanganiswa naMwari
Husahwira hwunoita hwega
Hapadi force ukaona makumanikidza siyai
Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser
Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega
Sahwira mukurusa
Hesi kani bhururu
Urimuhombe handidi kuku loser
Imagine ndazomera bundu shaa

Muhombe sahwira mukurusa
Matemai mucheki mukurusa
Uyu muhombe handidi kumu loser
Pamwe ndiMhofu Mhofela
Muhombe sahwira mukurusa
Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser
Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa
Sahwira mukanya
Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser
Sahwira wangu Chihera
Chihera muhombe sahwira mukurusa
Hwesa masango
Urimuhombe handidi kuku loser
Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Iam coming from tiktok urikupisa moto mukomaka wakatigonera apa capetown yakakumirira 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

Claris-zn
Автор

NYARADZO SHOULD USE THIS SONG FOR ADVERTS....CHORUS SAHWIRA

wispymsaladvevo
Автор

Listening to this song whilst admitted in Hospital ndichirangarira ana Sahwira vangu... Murivahombe ana Sahwira

KeithMunyoro
Автор

Wancu sahwira muhombe hndidi kuku looser icho pawati Mukanya tisu anhu acho #Ana Sokostinah ❤

SalomeChigwida
Автор

Im here because of my best friend. Thank you, Nyaradzo yangu

taruwingaquinton
Автор

Ana chihera lets gathr hre ❤❤❤murip ko nhai

MercyCharumbira
Автор

Who also was waiting for the day this song came

kudzaimudzamiri
Автор

Thank you sahwira ...you've made my 2024 a wonderful one ..one song that describes how I truly feel abt that special person in my life .. ❤

IzzyTk-tx
Автор

Haaa iwe urimuhombe wadzoka heritage ft wankue chaiye ....oooo mayflower ako sweet voice ❤❤❤❤❤❤

your.shonagirll
Автор

Ndati murikupisa sahwira ...noise iri muhostel mangu ryt now...aaah vanhu vachema nemi mudhara hanzi muri muhombe

VimbainasheClementineMudzviti
Автор

Pana Matemai apo 🎉 ndopapedzerwa zvese. Mutupo wangu unorema uyo. 👏 👏 👏 👏 👏
Great Song!

brightontakudzwanyakudzira
Автор

This song has been ringing inside my head rent free

KidKid-xc
Автор

A big tune📌 Uyu regai kumuterera mega.☄️

cbeminanto.zw.
Автор

Tiri kuchikoro tinenge tichiti Uri shasha Big tune bro 👊 🎉

TITANIUM_WACHO
Автор

LOVE IT soooo much have spend the day listening to it. Dedicate the song to my mum Moyo Chirandu.

patriciahakutambwi
Автор

My favorite person 💞💞💞💞 haaa ndanga ndakamirira song iyi haaa mapedza bro 🎉🎉🎉🎉🎉😊😊😊 nice sahwira...😂

ashie_the_choreographer
Автор

Urimuhombe majjesty song yedu ikubaka 🎉❤

madam
Автор

A lovely dedication to a friend im in love with the song❤❤😊😊😊

YvonneChocks
Автор

Hoyooo mu brother never disappoints 😢❤❤🎉🎉

MoreblessingChitonga
Автор

Hesi kani bhururu, Majesty on flex ❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥

fellowship_faith
join shbcf.ru