MY HIGH SCHOOL TEACHER (EPISODE 67)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Naiza chimboisai movie rakareba kubva paEpisode 1 naiza please 🙏🙏 🙏

TylonceMtomben
Автор

Dai ndirini jonga ndangoudza vabereki chokwadi or tsvedegu nezva Lily

PriscillahMangwende-jene
Автор

MaFans aNaiza kandai maLikes akaipa mukomana uyu❤

KELVINBEE
Автор

Jonga wapinda busy Madam vakaoma moyo, Cleo bhasopo, mai vakukufungira zvakaipa NB to the people 🎉🎉🎉❤❤❤

stelladeredzai
Автор

Mai Cleo muri right varume vanoita zvese zvese magona kutsiura mwana

fgrfxjd
Автор

Jonga uripama1 chaipo dzokera futi unokumbira ruregerero

witnessjumbe
Автор

VANHU VAMWARI PUMUSOROI NDIRI MUKOMANA ANE MAKORE 16 NDINO ACTOR MACOMEDY NDIRI MUKADZI, NDOKUMBIRAWO MUNDISAPOTEWO channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee
Ndauyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee
Musandisiyawoba please

maimunya_Zim
Автор

Nhy ndokumbirawo mundibvunzire Naiza kty class yemadofo iyi vakaiwanepi 🎉🎉🎉🎉

tpcwvhm
Автор

Siya like cana uchisupporter Naiza Boom

ztqiblr
Автор

Mai Cleo vakaonekwa kuti pfungwa dzinoshanda hauna unopfuurwa nemwana kufunga ndosaka baba vawe kufarira mwana

ChristwishMachamacha
Автор

Mai.clio.vakurwadziwa nekuti daddy.vakufambanemwana pese vakuchakutorerwa 😅😅

bnjyusu
Автор

Ndakazvitaura wanyamari wachadanana nemwana well done guys.. Udzai rimwe❤❤❤

MarthaGowora
Автор

Kkkk haaah mama cleo ajamuka zvakadero murume ndeva cleo ndaenda in😂😂

nihcgcs
Автор

😂😂😂😂😂 tirikoo zvedu waiting for dzedzi vaCleo's plans

christabelshuga
Автор

mai cleo brain dzenyu dzakawanda umbavha mbavha cleo andipedza.

jescatandiri
Автор

Waiting I am so excited who else is waiting ❤

Netflix--Everyday-qc
Автор

Jonga😢😢😢veduwe go back and ask for forgiveness ...much love from me 🇳🇬🇳🇬

MakanakaDube-cgoi
Автор

Nb manyama can't wait kuona cleo nababa vake😅😅😅

MasclineMleya
Автор

Tamirira now hati complainer pama minutes makagona kuEp 66 welldone All of you

DoctorMwenga
Автор

1st time kutaura zvine musoro mama cleo

innocentkutyauripo