Mai Tt - Dzangove Nhoroondo

preview_player
Показать описание
Hama yangu ukatarisa hupenyu hwako kune vaikubhejera kuti haufe wakaita chinhu, unofa urirombe, hauroorwe, haubate mwana, hauna angakude. Asi ukazvitarisa zuva ranhasi unotoseka nekuti dzangove nhoroondo because Mwari akadambura maCurses akukuropafadza vavengi nevadzivisi variko nevaikutsvinyira variko.
Dzangove nhoroondo saka tenda Mwari iwe usanyararidzwe nekuti vaida kukunyararidza vakakundikana.

Connect with me on:

Bookings:+263773633381

Please don't forget to subscribe to MaiTs Diaries Official YouTube Channel and turn on NOTIFICATION.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Mai Tt we are proud of you you always give us hope patinenge tichiti takundikana may Almighty Bless you more and More I love you Mai Tt

sonenimagasa
Автор

Chokwadi maiTititi dzaanhoroondo.Hwisiri dhanzi love it.

dotdoh
Автор

Pasi mupindu. Kongonya zvakare. Dancing is a sign of Victory. Truely you victorious Mai Tt

amaispeaks
Автор

Rock it Mai Tt please concentrate and finish washing that Merc🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔨🔨🔨🔨

zoereynolds
Автор

Zvinoda kutendwa izvi. Chokwadi satan akanyara am happy for u mai tt.

belindanzuwa
Автор

History to history ichava nhoroondo hokoyo burn the vaudze mai tt chero bhasikoro

doreennyamukapa
Автор

Wow thnks mama tt....you are always encauraging us kip it brng lov ... Kna tatenderwa naMwari i believe zvoitawi
L

ottiliabhebhe
Автор

Mai tt you are the best 👌 ever
And Good morning beautiful lady

paulinecrossan
Автор

Uzo ndibata Mai tt ndikupe ma shaamie ekugeza mota kwete matyira

patiencezhuwawo
Автор

Chokwadi we need to celebrate every success, thank you for reminding me that 🇿🇼🇿🇼💃🏼💃🏼

veegava
Автор

So true you definitely need to thank God and celebrate one's achievements in life, well done Sis may Almighty God continue to richly bless you and your family.

anitasamuels
Автор

hela hela ichavanhoroondo beautiful song.. thank you mura ndatomhanya kunonyatsoinzwa

gailmasinire
Автор

Amen madhuu iwe🦓, nhoroondo yakakosha paupenyu kungoziva kwavakabva. Mwari variko happy for you with your nice car💖💝❤️💃

selina
Автор

Makorokoto mai tt tafara nemi celebrate thank God

Brendasspace
Автор

Indeed mura dzangove nhoroonda love you

signalrsaadmin
Автор

l love you mura you always inspiring me yoooi God bless you and your family

learnmorefunyura
Автор

Thanks Mai Titi I love you 💖💖💖💖💖💖💖💃💃💃💃Congrats gal

KwaNhete
Автор

Ndizvozvo mai tt firita firita unogona iwe, inhoroondo sure

preciouschiripowako
Автор

Mai Tt for my Kik u inspired me a lot ndimbopawo katestimony ka nhy:::ndrmunhu aitya kudriver but namai Tt uyu guys I can drive frm SA to Zim ndr1...yatoo nhoroondo

tungancube
Автор

sure mai Tt dats true mwari anotida, , we have to celebrate every success in our livz

sinclairchiwara