Tindo Ngwazi-Aria Na Erisha (official video)NAXO Films 2022

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Champions of sungura. Mwana wa Mai Cisiria

andrewkunze
Автор

Fambai vana vamai Sisiriya , ,,nice work Tindo pfuurirai mberi .Naxo films Chibaba icho

trymorebande
Автор

Uku kugona ..aah kungosiyawo zvakadaro ukaita godo unofa keep it up Tindo

entertainmentcentre
Автор

Ana amai Sisiriya mukuda kutonetsaka imi, kutoda kuremera industry zvekutodaro, ngazviende

faffie
Автор

Tindo Ngwazi apa wakavhura hombe youngman, keep the fire burning

biggiechikoore
Автор

If talent was a person @Tindo Ngwazi n Adequate Sounds bt makandisiyawo paVideo musadaro vakomana

vipiceman
Автор

My best sungura artist fambaaa hakoo tindoooo

nyashanyamatendedza
Автор

Andireve nyaia dze rudo, ndinoreva nyaia dze ndaka. Muchandisiireiko babawanguweeee.

De Maputo 🇲🇿 muita força jovem

coracaosemferida
Автор

Chekutaura handina mukoma tindo, mark ngwazi mese mogona handidi vane godo pano.

abdulwillies
Автор

Nyc work indeed, Vana vamai Cecilia zvipo zvenyu izvi zviri muropa kwete mumaoko, may God bless you n give u more wisdom

talkmoremutanda
Автор

Mukomana anorema uyu. Tindo ane more originality than many sungura artists.

hungomandima
Автор

Job well done Tindo. Dancers you are smart guye

BrianChangaira
Автор

Quit wonderful performance mkoka Tindo Ngwazi

JohnShongas
Автор

Mpfana haana zera nemagitare aanorova aya

Muteedzi
Автор

Ndokungona uku mukoma tindo keep it up

jorgesergio
Автор

Keep it up Ngwazi family love you with your good job, u bring back sungura baba shero he's old it's the right time for him to retire🔥🔥🔥 keep the fire burning

DJImaanmutondo
Автор

Mhuri iyi ikutoda kuita kunge yekwachimbetu hre musha wese

leeroymafunga
Автор

Keep up chikomana ngoma dzako ndodzinzwa kuno kuJohanessburg tobva tafunga paKuwadzana 2 paround pamukoto.

jacobmalalanjezimba
Автор

tipeiwo one big tune mur mese vana vamai ciciria

munyaradzimasvata
Автор

Well done Tindo keep on going nemagitare

abigailmakota
welcome to shbcf.ru