ZIZI RINE RING PINDIKITI MUMBA MASIKATI MACHENA

preview_player
Показать описание
ZIZI ROKONZERESA CONFUSION PACHITUNGWIZA
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Vanhu mungangoti henyu poor zizi .Imi zizi harina kujairika haisi njivaka pamba papi pamakamboona zizi rinochengetwa vanhu musanyepedzera chirungu mazizi ndiwo amunonzwa kuti munhu akarohwa nezvishiri zvishiri zvacho izizi

lindahfarikai
Автор

Ooh no asi chii nhayi. Zizi iro ndere kuma Park. (RSPB) Royal Society for the Protection of Birds. Ayo mazizi ayo ari pamupikicha uyo are protected here in the UK. Musauraye mazizi ayo vanhu nhayi imi. We need to educate people about this. Kuno ukatouraya shiri idzodzi vanokuendesa kuchizarira straight. Kungoti zvinhu zviri kuitikawo ikoko kuzimba vanhu are always on guard asi handizvo. That ring is an identification of the owl species and which park it belongs to.

dorothymtetwa
Автор

🤣🤣🤣Ndazoseka nhasi. Drewmas Media have truly taken us to another level, a different level. A HIGHER level 👏👏👏🙌

Nakathabo
Автор

Andrew I like your choice of songs urikumberi twunondifungisa kure kuzimbabwe kumba chaiko

peterjuniortshetu
Автор

Zizi iri is used to people that’s why it found it easy to come in the house. This ring is used for identification and tracking .

camillioadmire
Автор

They way yandotya zizi kaaaa i understand why rakaurawa even raiva innocent. 😆😆 i cnt imagine rapinda pama poto hehehehe.its sad tho

tanyairene
Автор

Mastand wangu muxhosa wecappa anochengeta kamba Kkkk yoo ayiyikisa imi ummm

esthermukwena
Автор

It looks like it was a study from a university in Capetown as the ring indicates. People want to know how far these birds can travel. Yes these birds travel a very long distance. It was a tag not a ring. It’s unfortunate these birds are believed to be associated with whichcraft in Zimbabwe or in most parts of Africa

zvichanakachete
Автор

zizi hari jairike Drewmas kwakuberi koooo sei risina kutsva gumbo 🔥🔥🔥🔥🔥

beautymukonorwichase
Автор

Uyu musikana anotaura Zvinonzwika love u girl

brendacharmaine
Автор

Hi Andrew. Thanks for the videos. I watch them every week. What’s your co-presenter’s name? She is very beautiful 😻

munyaradzimaringapasi
Автор

Bird ringing is common, birds are individually numbered to enable identification.Breeders and researchers do this to track the movement of the bird . Kusaziva kufa

solaz
Автор

Uyu akafanana nachihera ummm guys batai basa 🙏🙏🙏

ronaldronald
Автор

Hapana here akaba kana kukwereta kucape town

ponesosegalo
Автор

Vanhu ka itai srs dai muri mumba mako or mamai vako makapinda zizi maisweroti hee poor zizi poor zizi hr imi or dai mnzwa nekudirwa mazimvura kumasowe muchiti takatumirwa zizi. Stop judging people nexvamoziva kuti magara amuzvitendere muculture, life whatever menyu. Zizi izizi roshanda nevaroi ndozvatoo believer kuzim kwedu finish and klaaaar. Ko kana raive rema parks why risina kutsva chigumbo chering chacho? Pamwe muporofita ndiye akapfekedza ring who knows paakariuraya mumba imomo ega achida kutsvaga mbiri

memorymangwere
Автор

Thank you so much Drewmas Media, iyo i tag ine information yese, even mukafonera ve Parks vanokubatsirai. Asi vanoda info iri pa ring yacho.

Check with Garry Stafford from Kuimba Shiri, Lake Chivero. Thank you.

championzvega
Автор

Ring amana inoiswa panoitwa bird ringing shiri dzoiswa those tags kuitira for bird identification kuti pakwaniswa kutraceswa life history yeshiri kwainombomigrater ichienda and also kuti yava nemakore makore mangani

fadzaimandimika
Автор

Zizi iri nderekuchengeta vanogona kuuya Nawo kuZimbabwe vosiya ikoko ane rinenge radzoka anohwinha marii

natashamhosva
Автор

Yes shiri dzino bhururuka kubva ku Europe, UK kuuya kuAfrica.

chipompeke
Автор

ndaona vamwe vanhu vachienda kujeri ...imhaka ka iyi muridzi wezizi akauya

omolanemmanuel
welcome to shbcf.ru