Teererai Ep 11 (FINAL EPISODE)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

😅😅😅 netsai kufarira mari chete hakuna chinwe endererai mberi nemirriage yenyu mukudanana zvekuti ndazvifarira

DephineTynoe
Автор

Haaa Netsai hooyo 😂😂😂she can act manje

Tendoh
Автор

Netsai is an outstanding actor. Anogenesa

innocentmash
Автор

Saru mwana akanaka ndokunonzikurorwa kufarira mari sure Ozemwa ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Waiting kasi i live don't forget

👇

Possession.Comingmusic
Автор

Netsayi kufarira mari chete hukunachinwe ozemwe endererai😂😂😂😂

TawanaTau
Автор

Ichi changa chichipisa..
Especially kufara kwa Netsai was top highlight❤❤❤

monalisakaetano
Автор

ozemwa anobvunza mnhu kuti unodei asi akaudzwa anoComplainer😂😂😂😂

PenfordGomba-mh
Автор

Mutengere mwanasikana added Ozemwa chengetamwanawevaridzi ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

guys yu never disappoint mafamba nemo nemo ndolyf itoripo iyoyi, but its hrtbreaking kungopihwa chirwere usingazive.the end is so good, its a lesson kut pple must respect eACH OTHER MUKUWANA NEMUKUSHAYA TO KEEP THE RELATIONSHIP INTACT

colinedube
Автор

Netsai akugonesa shame ndiyo inonzi move on ❤❤❤❤❤

ephraimkaimbangwelamako
Автор

Season 4 muri kundigonera haaa hanzi mukurungai Michael wakuda Jatiwero ere tamirira season 2 ❤❤❤❤❤

RovaiNyamhunga-ncyg
Автор

Chokwadi inyasha magonesa zvinokudzwa izvi ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Handisati zvangu ndambo comment asi apa 😃 ndanakidzwa Netsai 😅kuita kunge munhu wambomwiramwira😅

GlanderTariro-bj
Автор

Ha you guys, zvokwadi munogona, .kutokangamwa kuti iacting. Good job! Ini hangu ndakazvimiririra mareal life stories anondibata! Zvemaslay queen ummh bodo except kana zviri zve advertising.

wanzi
Автор

hah mari yakaoma sure yaunza happiness mumhuri yabatanidza vanhu

ShamisoMuripira
Автор

Kana dressing dzacho ndedze pa roots feya feya 😂 good job guys

supastar
Автор

Mai Ozemwa welldone guys chokwadi mhayiwee Aaaayaas anhuwoyeee anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Tete mufast Netsai mari yauyane mufaro❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Haa tete vacho ndibhozhongora chaiye kutaurisa Netsi ayisarenda

IdahBaloyi-bl