KUROVA GIRLFRIEND MUBHAWA ZIM COMEDY

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Dhafu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Aaaah Makuhwa nepamuromo futi mwana wehanzvadzi yangu soo

sainttv
Автор

Haa dhafu hapana character yausingagone🔥 amai, gogo, wife, student ne bbie zvese ha🔥

meeekuu
Автор

Kkkk yu too Ladies munondipasa manyemwe ekuda kugara ku You tube sando dzenyu👍👌👯‍♀️🤼‍♀️👭

joymafukidze
Автор

Sistren musadaro uyu iproperty yangu dahafu

dicksontengesani
Автор

dhafu dhafu dhafu aaa uri mabasa pamwe na Senzeni

gigigrace
Автор

Haa matisvosva moyo tatichida kuona dhafu achirova hanzi ndairova kwete kurikita haaaa malikes guyz

alicejavangwe
Автор

Ahhhh naiza boom❤❤❤ gang love from Botswana❤❤❤ keep up the good work❤❤❤

panashe
Автор

😂 😂 😂 😂 😂 zvabatana zvidhafu zvega huyai muone

tafaaloistanaka
Автор

Naiza Boom yazondinakira kukunda zondo 👊👊👊

mancubenyax
Автор

Hanzi Gonyeti handirove ndoita kuhwanya hwanya😂😂😂Dhafu ka

talentjmupapuri
Автор

Haa ano lwanyiwa pwanyiwa gonyeti apo 🤣🤣🤣🤣 ha mechi yacho ndofunga inenge yakaipa

mrpmacheke
Автор

Gomweti utange na Sedzeni munotinakidza NB

mercylizwechombo
Автор

Regai nditofambire nyaya yacho, cz ndiri Thomas ndinotenda nekuona gonyeti uya

enifamoyo
Автор

Makutsvukirira manje😌😌 I love the progression 🌝

tanakazinoro
Автор

Ayas love you gyz you're the best

rudoruvera
Автор

imhosva hre kugara ndichikuratidza mavende angu haaa dhafu kaa

charitysanangura
Автор

Aaah tirikuda kuona achirova kwete zvemakuhwa.

estherjirikani
Автор

Andirove ndoita ku pwanyapwanya😂😂😂😂😂😂😂😂

tendaimatongo
Автор

Sanganai Gonyeti naDhafu ka1 chete timoona zveduuu

phillipnyahwema
Автор

First pano .dhafu na senzeni munondigonera zvenyu

marthasibanda
visit shbcf.ru