Johane Masowe Muchinjikwa-Misodzi Yangu Mai Maria...

preview_player
Показать описание
This verse is veneration of our mother of mercy. Mary or Maria as the verse is being sung, is the mother of mercy who will comfort us and wipe our tears. In the video, we see how the congregants in Rusape joyously call and cheer our mother Maria to comfort us and wipe away our tears.

These videos are copyrighted, they are owned by and are properties of Apostles of Muchinjikwa International.


Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Amen. mai Maria mai vetsitsi tinzwireiwo tsitsi panguva yatiri nguva yakaoma kudii

chipomutombwera
Автор

ndokunonzi kunamata paunengw uchinzwa. nziyo unnobva catokudenga chaiko nekukomborerwa amen zvinofadza uunopinda denga nekuimba

whitemlomba
Автор

Still waiting kuti musvike cape town after corona virus, , tinodawo tikomborerwewo nekuimba kwakanaka uye nebasa guru remweya mutsvene, , , takakumirirai ku cape town

margaretmhari
Автор

I was sleeping ndamuka to listen to this ishe tinzweiwo I miss home ndasuwa chaunga cha gaburona ndabatwa pakadzikwa tiyeukewo mai vetsitsi amai verudo, mai verunyararo tiberekei mumbereko yenyu amai Magadarin

ruewainno
Автор

Kuimba kwakanaka. Asi Izwi redu rakaramba kuzviisa kana kuzviimba kumanyemwe kuti zvibude muma records epasi pano. Ndiani akati mutore zvirekodha muchiisa musangano. Makamuramba Johane asi muchinyepera kumutevera

trymorezindove
Автор

Tichengetei Tenzi kumazuva ekutambura nekufa kwevapenyu, nyika yenyu Mwari inokuchema inemisodzi ishe tinochema takatarisa pamuchinjiko wenyu Tenzi

evidencesibanda
Автор

Kuimba kwakanaka kunogogodza Denga misodzi yangu Mai Maria kuchema kwangu.

lucykurangwa
Автор

This song sounds so glorious ;thanks johane masowe

josphinechingombe
Автор

Sonds meaningful though I dont understand bathini

patiencebekezela
Автор

Vesi rakakomborerwa ndinorifarira rinondipa manyawi pakutenda

GeoginahMurenje
Автор

Cant get the last stance hanzi mati kudii is it?

susanmukapeni
visit shbcf.ru