filmov
tv
Mweya wemano (Zvino pahunde yaJesse)

Показать описание
MWEYA WEMANO – FR. RIBEIRO
Refrain: Woye, Woye, Woye Mweya weMano nesimba
Verses:
1: Zvino pahunde yeJesu pakabuka bukira pakabuka bukira
2: Rinobuka pamidzi yake, Rinobuka pamidzi yake
3: Rinobereka zvibereko. Rinobereka zvibereko
4: Mweya waTenzi uchagara maari, Mweya waTenzi Mweya worunamato
5: Mweya waTenzi uchagara maari, Mweya weungwaru, mweya werunzwisiso
6: Mweya wekupa zano nomweya wamasimba, Mweya weruzivo mweya wekutya Mwari