Mambo Dhuterere - Sunungura Ne Zodzo ( Official Music Video)

preview_player
Показать описание
Audio Mixed and Mastered by @makumbeproductions

Video Produced by @NAXOFILMS
Video Sponsored @DiasporaInsurance

For bookings contact: +263 78 817 3830

Copyright © 2024
Digitally distributed by James Jaricha

All rights reserved part of this publication may be produced, distributed or transmitted in any form or by any means including recording or posting on a YouTube channel without the publisher's prior written permission.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Anobvumirana neni kuti mambo is the 🐐 siya like

kuda
Автор

Varikudawo kusunungurarwa siyayi like apaa❤❤❤

EvansTavemhuka
Автор

Wese ashaya zvekutaura nekunakirwa isa like plzy

tarirotsaura
Автор

After 8 yrs ndichitambura mbereko Mwari vakandipa mwana mukomana this yr muna a February ndinongotii Messiah Messiah

Gamingfr
Автор

One of the days munhu anondiziva achapfuura nepa comment yangu mwari vakuitirei zvakana😊

blessedmukize
Автор

vanobvuma kuti mambo vahombe siya like

trinitymanyange
Автор

😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mambo Dhutes muhombe ndabvuma, ndipeiwo like ndodzoka please

sydneychituri
Автор

On behalf of the Ndebele speaking fellas, ngithi uma uvumelana nami ukuba
most of Dhuterere's songs anokuthoba inhliziyo drop a like.

spingonyathi
Автор

Mambo ndi. King sure .. I respect mambo and his wife haaaa. Kanda like. February 2025 ❤❤❤❤❤ sunugura ne zodzo

AffectionateBabyTu
Автор

Ndinodawo kusunungurwa❤❤❤can someone like here please

varaidzochikwava
Автор

can someone like my comment so that I can come back to listen to this song every time I get a notification dont know why I found myself crying listening to this song

MelisaTinotendaMachengete
Автор

"Hakuna munhu anegodo kudarika munhu wawakambobatsira" eish🤔 ndapabata ipapo👏

AnayaNaledi-rpjt
Автор

This song means a lot ndakabatsira mumwe musikana yoooh since October 2024 till April 2025 as yooh lastly akatanga kudanna nehama yangu yepedyo leading kupesana kwedu 😢😢😢 mwari ndibatsireiwo ndigone kumuregera kwaari ndine kubatikana pasi pemwoyo

YemuraiShariwa-nmfg
Автор

Let's give Dhutere his flowers 💐 this guy can mend a broken soul ❤🇿🇦21 Nov 2024 like my comment so I can come listen again🙌

fikelelosnowy
Автор

Am going to leave this so that when someone like my comment I'll come back and listen to this masterpiece 🤸🔥👌

TatendaWaya
Автор

To honest guy yes mambo vanogona but Makumbe production timupewo maruva Ake anowiriraneni isa like

MatuzviMuchandiwona
Автор

Amen to this Gospel music let's gather here for morning Praises 🙏

GraceMpofu-ljur
Автор

Yaze yangilapha lengoma lapho angikho right ngiyifake ku repeat ngoba iyawuthoba umoya wami, ,,uthixa akubusise Kanye lemuli yakho Mambo Duterere🙏

SkhangeleNcube-kq
Автор

Vanobvumirana neni kuti mambo ndi mambo siya like ❤

PhillipTopera-ygvt
Автор

Mambo mabata ma situation edu apa... Abatwa ne shoko iri isa like
God bless you

GreenFortune-zhqo
welcome to shbcf.ru