filmov
tv
Gwenyambira wechidzimai anoti . . .

Показать описание
Mbira dzinonyanya kuzivikanwa dzichiridzwa nevanhurume izvo zvinorambwa naMbuya Sarudzai Jaravaza vekuMbare, muHarare, avo vaita mukurumbira nekudziridza vachitungamirira chikwata chavo cheDuramazwi Mbira Group. Vanzwei vachipanga mazano kuruzhinji . . .