SAD 😭 Belvedere dzimba dzapunzwa apa kwakunaya

preview_player
Показать описание
A sad development of what happened in Belvedere
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Varikuda kutakura ma Bin vachiti havana mota ne fuel asi zvekuputsa dximba dzevanhu vanozviwana

EdgetonMunyaradzi-xomo
Автор

Ini ndakatobirwa mari yangu ndichida stand nyika ino ine mweya wasatan kubva kwese kuchurch kwacho kunyika zvangofanana

belligerentkwangwari
Автор

Just don't buy anything in zim, you can buy in SA and Zambia .

bestmweleka
Автор

So sad - ndi EDiot anenge apa directive. What is the solution for people to know whether that is a genuine land to buy. All hard work earnings going under the drain. 😭 ED must go by yesterday.

mulouchannel
Автор

I don’t blame city council problem tisu vanhu 1 man negradder rake shuwa kuuya kuzopaza imba makatarisa kutadza kubata kwakurova driver wacho kana kupisa chinhi icho kusiri kufa ndekupi apa

MoragoManex-qoyp
Автор

What I don't understand they let people build, no one stops them

Bomani_Corgan
Автор

Ko government inenge irikupi vanhu vachipegerwa pekuvaka dzimba?

gwoodspear
Автор

Same municipality ndommmbavha dzacho coz hakuna angavake zimba rese iro asina kusvika ikoko

beemathews
Автор

😢😢😢😢😢 chihurumende che ZANU ichi chichatinetsa guys but mashoko angu guys kune vaputsirwa batanai mutsvage mheni vanhu ngavapisirwe Mumba pamwe nemidziyo kusirikufa ndekupi

Michaelmushamba
Автор

Ko iyo municipality inenge iripi vanhu vachivaka shame.

rifainsurancebrokers
Автор

Very simple. Invest muzvinhu zvinemapepa ari straight. Let's not pretend like we don't know what's going on here

tawandahomwe
Автор

Mnangagwa must step down all these will be clarified

SimbarasheHanyani-emsc
Автор

Greedy traditional leaders and politically aligned land barons are destroying people' s lives brother. Most of us are mere squatters in Zimbabwe.

alfredndhlovu
Автор

JC tell me in Zimbabwe you first get your plan approved
There is an inspector who comes to the site to inspect from the foundation
How do people bypass all these stages till the roof

stephenmnalidhladhla
Автор

Woti kutenga ground woti kuvaka haaaa unohwa vanhu endai munovaka kumamisha

LovenessFumai
Автор

Ndosaka vamwe vachizoshanjirwa kana iye driver we grader uyo akaoma moyo

eunny
Автор

Vanhu varikuputsa dzimba awo vachitumwa neZANU uchamama nenyuchi

JohannMcFarlane
Автор

Inogwadza, apa vakangonyarara, vutsinye. Murambatsvina started way back in 2002/3 there abouts, they destroyed my house in Trafalgar, Norton. It's a money making scheme for them. They sell land, people build, they destroy, grab back and resell the land. Imafia chaiyo

thecitizen
Автор

That driver of that excavator l don't know how he sleeps at night, if l was him l will resign then. That is pure evil. Where was local authorities up to that level 😢😢👿💔

SimbaMugura-ux
Автор

I better garage zvangu mumukuku wangu kuno ku SA.

prudence
welcome to shbcf.ru