filmov
tv
Ravirai Munzwe Kunaka

Показать описание
Ravirai Munzwe Kunaka KwaMambo – C. Rupiya
M: Ravirai munzwe kunaka kwaMambo
V: S/A Ravirai munzwe kunaka kwaMambo, akakomborerwa munhu anovimba nayehe
B Ravirai --- munzwe kunaka kwaMambo --- komborerwa munhu anovimba nayehe…
Madetembo:
1. Vhenekera Yerusarema, nokuti chiedza chako chakasvika. Ravirai ravirai henyu.
2. Rima ra-kafukidza nyika --- asi mbiri yaMwari, yakaonekwa pamusoro payo. Ravirai ravirai henyu
3. Marudzi achauya kuchiedza chako --- namadzimambo kumbiri yakabudirira.
Ravirai ravirai henyu
4. Mambo achava kwauri, chiedza chisingaperi --- naMwari wako – kunaka – kwakoho. Ravirai ravirai henyu
Chorus:
S/A Akakomborerwa munhu anovimba nayehe, ravirai ravirai henyu
B --- Komborerwa munhu anovimba nayehe, kunaka kwaMambo