SURPRISE YAMUDHARA (ZIM COMEDY)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

For all your solar system requirements, borehole drilling services, solar geysers, tank and tank stands installations get in touch with Gi Glo @Gi Glo Solar and Boreholes

Or simply place your order here

NaizaBoomFilms
Автор

Am from malawi but I like zim comedy ❤❤

JulietNahipa
Автор

Solo naDhafu zvinobuda mushe here love you team naiza boom God bless you all❤❤

tsitsichigumbate
Автор

The Advertisement was amazing ndakutono tenga rangu battery ne sola

djneraproductions
Автор

Msikana uyo akatya kusara nebenzi Solo akatya kusara achirohwa

daphnemoyo
Автор

Dhafu na Solo 🔥🔥🔥🔥🔥👏👏Naiza kumberi Solo's smile 🥰🥰

tsitsijichichi
Автор

G.iglo problem yenyu kana zviri zvekumusha kusina installation munongoisa one chiplug chinoita kuti malights ese abake haaa ipapo zvakadhakwa
Moti kubirira
Mari dzese dzamotaura idzo kana wapa ground unozoona kuti yohwee inga makwikwi unenge wotorohwa rimwe big bag hee tambo here this & that tsanangurirai vanhu zvakazara kuti kana pasina installation tinoda mari yakati price iyo ndeye mabatteries &Solars
Ini andichatauri zvangu rimwe team renyu rakanga randitsotsa battery kwakundiunzira rakambosenza kwakuriisa munew box as if is new but kana Mwari achida kuexposer matsotsi so zvozviita zvega after 2days battery rakatanga kuti low kutoramba kusimudza phone zvayo apo mumba no anything chaisenza kkkk .
Ndakazoramba ndonetsa nekupopota ndokuzopihwa # dzaManager ayewa akazondipa nice brand new battery now chero kuchinaya kune makore rinenge rine moto

chitaurofortu
Автор

Ma German Sheppard 😅😂😂😂😂😂😂😂Dhafu ka and Solo hanzi Feather's day I died😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

ShortCircuit
Автор

😂😂😂 hanzi vakageza nemvur inopisa vofurasha ft nemvura inopis 😂😂😂 ndiani umwe anzwa that statement 😂

shyletchigwagwa
Автор

Dhafu and Solo to the world!!! Great advertising!

jabulanimgomesi
Автор

Wow solo namama dhafela gud wek guys ❤❤❤❤

BabrahMubayiwa-iv
Автор

Naiza never dissapoints keep up good work❤❤❤❤

tanyamufanechiya
Автор

kwai naDhafu Germany Sheppard 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 handeyi tese kuGI Glo

tomsonshava
Автор

Mkoma Naiza may you employ that lady😂😂😂😂 she is an actor😅😅😅

chieflighterwekubompatah
Автор

Solo and Dhafu never dissapoints...😂😂😂

tanakagurajena
Автор

😂😂😂😂😂 solo na dhafu haa muri kuseri chaiko

praisemushure
Автор

Solo na Dhafu mapedza ma sports 😂😂😂😂😂 You never disappoint ❤❤

stelladeredzai
Автор

Makadiiko nhai tete in Solo 's voice kkkk

paulinekwari
Автор

$980 is very reasonable wow ndazvidawo soon ndokusheedzai paGweru hope vanosvika vanhu Vashe

GraciousRafemoyo
Автор

Naiza my favourite channel I don’t miss any episode ❤

ellenmangwiro