Benny Hadassah Muzanamombe - Usatinyaudza (Official Video)

preview_player
Показать описание
Ndinokukumbirisai vabereki vese vane vana vachiri vapenyu kuti musazvitore nyore zvekuita minamato yemanheru nemhuri dzenyu, rovedzerai vana venyu kunamata uye varege kuzosiya tsika iyi kunyangwe vakura.

Kune mweya inofamba husiku muvete ichitsvaga kudzura chakanaka chakadyarwa naMwari muvanhu, rwirai vana pakunyangirwa kwakadai.

Ndinokutendai.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Mashoko enyu mukoma Benny anobaya moyo. Rambai makadaro.

mercymukonza
Автор

Since 2001 daddy 💔💔💔 and my mom 2008 💔💔💔💔💔 continue to rest in peace life is very hard without you

ChipoDake
Автор

Your voice man of God...says it all. You are a blessing to the world..thank you so much. Watching from Uk.

MaiAGwatsvaira
Автор

I thank for my mom who taught us to pray now I can teach my kidz, thank you for this song inondiita ndide vana vangu zvakanyanya

TatendaJackson
Автор

Mwari chengetai vana vangu ndripo ku nyangwe ndi sipo muri ziso rangu, this song inondipa kufunga kwakanyanya pavana vangu, my everyday playing song

TatendaJackson
Автор

Blessed is your woman. Having a man who sings like that its a blessing. Keep up the spirit...

MaiAGwatsvaira
Автор

Nyasha ngadziwedzerwe pamuri mukoma Benny job well done music yenyu inosimudzira mweya wangu🔥🤝🙏

portiajindu
Автор

I have decided to be a born again child of God

shungupenyayi
Автор

Haa naturally talented Benny .... Yours songs strengthen my spiritual relationship with God.. Keep on preaching to the world.. God bless yu

nicholasjeputala
Автор

Thank You Jesus Christ, rambai muchishandiswa naMwari

stellabill
Автор

Musazvinetse nekubvunza mwari vakaita kuda kwavo ndofunga kure hangu be blessed mukoma

stembenibiyasi
Автор

Ko ndaivepi nhaimi, ndisingazivi muimbi anoimba nemoyo kudai, Rambai muchiparidza mukoma, you will definitely
go very far.

judithG-f
Автор

Nice Benny munokomborera Munhu Wa Mwari your Music and Blessing Shumba's dzinondibata I wish to feature 1 together pliz.

aleckgwatera
Автор

You also bless us with your spiritual arm songs, keep us with more power❤❤❤

OlivaAfredoBiquissone
Автор

Mhanz yenyu inondikomborera mkoma itirwai nyasha namwar murambe makadar mwar wekudenga akupey simba nemazwi ndinodxidxa, zvakawanda kubva kuma, song enyu

miriamlibombo
Автор

Ndinonamata MWARI VAKUKOMBORERA MWANGU NDOTAURA. NYASHA. KWAURI UKUDZWE NASHE. ZVISIPO ZVIVEPO NEZITA. RAJESU AMEN

peterjayanduna
Автор

please usachinja maimbiro because ndinobata nyasha dza Jehovah ramba uchikumbira Jehovah akuvandudze usangoimba zvepanyama oh zvemari asi uyimbe uchiziva kuti ibasa raJehovah coz ukuimba zvinotiisa pedyo naJehovah urikugona uye goneswa nashe

courtioussunguro
Автор

Tiri kukomborerwa nemharidzo yenyu mkoma Benny rambai makadaro👏👏

theresabanga
Автор

Mukoma Benny rambai makadaro mu Manzi wenyu unobata vanhu vakawanda well Dane 🙏🙏

costamatewe
Автор

IT'S TRUE TITANGE TANAMATA TISATI TAKOTSIRA

Howardsorogola