Masvingo murder Investigation

preview_player
Показать описание
Vanhu vanonyeba havo ivavo
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Mkoma Tafadzwa, if possible tinodawo kuziva full story. Nyangwe mukaita maPart 1 Part 2, Part 2 or meEpisode so that we get a full picture of the stories. Thanks

manuegavave
Автор

Private Investigations fans let's gather here👍🏽

normanmquena
Автор

sungai munhu uyo mkoma zviripachena kuti ndiye number1 suspect

paulnyarugwe
Автор

Mkoma T1 kna tauya kuno ku YouTube techiti tauya kuzonzwa full story zvasiyana nekufb manje kna nyaya ycho yoperera pakuziva number dzake yatopera ere 😢🙄

perfectrihblinq
Автор

Neat itai tirambe tichikutererai not kuti siyatiine mubvunzo itai sedrewmas vanotanga vatiudza nyaya then toziya kwairikubva tomirira part2 tane kachidimbu. 😢 mat ihanger please.

perpetuanyamasoka
Автор

Mudhara Uyo akaróhwa anotaura chokwadi...amboti mukadzi wake haamuzive ozoti vakatondisira mvura yekugeza

AndersonMhlaka
Автор

Nyaya iri pachena iyi ...mdara uyu he is dodging 95%yemibvuNZO😊

tafadzwakamuruko
Автор

Baba ava vanoziva havo nyaya, haungati mudzimai wako inongovawo hama..Zviriko here

gibsonmuremba
Автор

Mahure anourayisa honayi pamwe murume uyu haana mhosva❤face yemukadzi uyo itsotsi

LiniaRivete
Автор

Baba ava vanozvibatisa vega nematauriro nhema too much

Pammymagaso
Автор

Vese murume nemukadzi vanoziva . Murume akauraya zvinotozikanwa nepfambi yake manje pfambi yapinzwa ma1 nemubvunzo ikasiira nyaya kumufesi

kikiri
Автор

Song yaMacheso yekt ktsvaka mhosva pasina kundimanikidza kbvuma zvandisiiiina

mordenchimondo
Автор

Nyaya yacho yakambomira cy wakafa wacho ndiani, uye akafa cy kupondwa kupiwa mushonga hre chiiii tipe zvizere

Monica-zt
Автор

Mkdz arikunyepa uyu... ko sei amboti vakaramba sadza now akuti vakadya

blessmoreconstruction
Автор

Basa sebasa Mukoma Tafadzwa ndinotemba nemi mhondi mukati ma key mundipe ndikande mamukuwisi

Chipo-mdom
Автор

U are a private investigator u have to cover faces of these people they're not proven guilty yet.

chingombedaries
Автор

bt nyaya dzacho vese vanhu varikuvhunduka chete apa coz mukadzi haasi kutaura zvinobatika chaizvo arikuda kurasirira murume uyu nyaya then murume uyu haasi kutaura straight to prove his right side

kiddmureyani
Автор

Mkoma Tafadzwa plz give us the full episode of this story it is happening right kumusha kwangu.😅😅. Cant wait for it kkk 😅

ListenSherekete-dlzz
Автор

Hiii hamuzvivi❤mahure imi mahure anokusiya mujeri ini ndinoona kuti iro ihure rekubasa raanofamba naro manje mukadzi arikumba zvino hure rinenge harichadi rinokusiya mujeri

LiniaRivete
Автор

Apa mukoma Tafadzwa ma taridza unyanzvi this tym ndaona vanhu vandinoziva and ndeve kumusha kwedu asi ndinoti pasi ne mhondi 🎉🎉

stevenGwata