Kuremara kwakaita Mfundisi ishamhu here Part 2

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Yes ndinomubatsira uyezve ndomuregererq❤❤❤

KhalispawaMulambo-qy
Автор

Ndafarira hangu Kuti Mai mufundisi havana havo kudzorera chivi neuyo umwe wavo aratidza kuva mutendi wechokwadi dai ari umwe aingoti hameno hake ndakamukoka akaramba Thankyou aunty ❤

SARAHPHIONAHCHIGEDE
Автор

Thanks aunt nerondedzero dzinodzidzisa

EmmanuelDzingai
Автор

Ndaingobatsira nekuti zvinowanika❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Yowe haaa vanofanira kupepwa kwavaibva kuitisana uku

Lydia-lw
Автор

As for hangu kuregerera ndicho chinhu chikuru nekuti rimwe zuva zvichandivingawo saka it's better kuregerera

InfinixPhotography
Автор

Mufundisi vaivanemusikana vakarangwa❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

gracematsika
Автор

Maitabasa chose mai mufundisi vanemoyo wakanaka kugona kiregerera even friend yavo

witnessjumbe
Автор

Haaa iiiigh hameno Mwari ndiye anoziva

SharonMuradzi
Автор

Most times tofunga mafundisi havana zvitadzo bt ndivo vane zvakura kupuura sangano. Hufundisi hunotoda kushinga uye chifundisi ibasa rinotoda mwoyo. Mai mufundisi ndivo vanonanata kupfuura ivo mufundisi pachavo. Vakagona kuregerera murume wavo who was cheating. Vanhukadzi vazhinjo hatitozvigone. Mai Chavheya vakupepa murume wavo bt maybe girlfriend yakurosasana. Zvinoda Jesu

SifaMoyo
Автор

Inini handibatsire murume atofa ndakatarisa haiite izvozvo

Tsitsi-eo
Автор

Gender ini hatitaure zera naye kani sorry mufundis marimwe necjekuchera

rejoicentokozo
Автор

Mai mufundisi waifanirwa kuzvigashira, iye waifanirwa kuramba wachinata nekuti ishamhu yaMwari kune mufundisi

ÓscarPiosseMavangue-vm
Автор

Shamhu ya Mwari. He is responsible for his actions. He reaped what he sowed.

PeggyMudzimu
Автор

Yeah ndiyo inonzi for better for worst,

peembano
Автор

Haaa mukadzi aider murume wake apana zvekuita kutadza kuri muvanhu veduweeer

Zakaria-tmdq
Автор

Ini ndadzidza kt munhu unofanira kuva nemoyo werudo

TichaonaKaseke-oyym
Автор

Gosto muito de vossos vídeos Moçambique 😊

YaradelmarVasco
Автор

Ini ndaivabatsira handingatsive chakaipa nechakaipa semunamati ndotofanirwa kuita rudo

MoyoGracium
welcome to shbcf.ru