Stories Behind Bars S2 Ep1: 36 YEARS FOR MURDER

preview_player
Показать описание
Prison inmates narrates how they ended up in prison.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Kakomo excellent interviewing. Good job keep it up

nicoserima
Автор

Baba ivava vanonyepa zvinoti tuuu. One vakabayiwa nebanga vakabuda ropa zvekuti ndokumuka kurwisa vanhu two vasina kumbo collapse, avo ndokurara kubva na 7 to 4 ndokumuka kufamba kusvika ku village. handisati ndanzwa manyepo akadaro. Baba vanogona havo kunyepa. Thank you journalist. Wagona kunyatsovhunza zvakanaka. Kunyepera kuti ndanga ndakadhakwa munhu arasa rakawanda handiti all this time tingadai tanzwa kuti ndakamuka ndiri muchipatara ndakakomberedzwa nemapurisa.

kingsdaughtersaltoftheeart
Автор

Vanhu 2 vakaurayiwa. Whether it is by mistake or selfdefense, upenfu hwemunhu hunokosha. This was a fight so aigona kuzvidzora that's why akapihwa makore akawanda

edsonmasilo
Автор

He got stabbed twice and still didn’t need hospitalisation. He stabbed another victim in the back that’s not self defence.

Shalom
Автор

Makabaiwa nebanga paziso, mukabaiwa nebanga pachest, mukaramba muchibayawo, mukaenda kwamaisaziva ndokumukira mugame park kurara imomo kubva kuma 7 kusvika kuma4 kana kudyiwa nemhuka henyu, ko ropa rakaingobuda zvenyu asi baba imika.taurai munhu akanga akakuhwandisai kwete kugame park ummm kurwira shamwari yobva yatiza shame

Mimiemimzi
Автор

Kurwira here in this era! Chochorai baba

KennethMupfawi
Автор

Inga zvakaoma hazvo, verry sorry baba, i hope makaripira mhosva dzenyu

peembano
Автор

"Mr Bhebhe makadii" 🤣🤣🤣🤣 kamudhara kanonyepa aka

yanoswhisky-garlounge
Автор

God forgives those who come back to him in truth. This guy is remorseful and talented.

KennethKanjanda
Автор

Kunyepa kuripo zvako. Hanzi ndakabaiwa pa chest zvokuti chigunwe chaitobuda nekuseri. Kakuawazve paziso kaviri asi hatina kumbonzwa kuti vakapinda muchipatara.

Zvisinei yadeuka yadeuka. Kana mabuda mondogadzirisa mhaka dzenyu nokuti yatove ngozi iyi.

godwinchiutsi
Автор

Uyu adzidza uyu adzidza hake 2004 i was grade 4 ryt now ndatove nemwana ari grade 4 haaa inzwai tsitsi adzidza

ropafadzo
Автор

please try to remove wind disturbances

tmaranz
Автор

thank you for the interview, sad story, should have got less years in a normal country for self defence if true story BUT MUKOMA NEXT TIME IF SOMEONE IS SINGING PLEASE LET THEM RELEASE THEIR EMOTIONS AND FINISH SINCE YOU ASKED THEM TO START AND ALSO ENCOURAGE AND COMPLIMENT THEM, danko

teekay-pemz
Автор

The background windy noise drowned the song😮😅😅

Shalom
Автор

Ndiye wekuimba na Blessing Shumba here uyu

timothykaruma
Автор

Baba vanonyepa ava. Hanzi akandibaya pachest zvekuti ndaiti ndikaisa chigumwe chaibuda kuseri.

Chigunwe rudzii ichocho chakareba kudaro

iamtafara
Автор

😮kukwarira yabhururu aáa dzikamai mkoma ko mhuri hw far shame😢

DianaMaira-bd
Автор

Anogona kuimba zvake n hopefully he has repented cz 2030 akutosvika

clotildachamhuna
Автор

Nhai bhundi ndimi ndimi maiwe muridzi wemusikana herr

MAVISTHOMPSON-jh
Автор

bvunguru bvangara🤣🤣💪💪
Masiya pamakaendeswa ku hospital for stabbing and head injuries
Exhit ye self defense yaivepo🤣 or not🤔🤣

travormagwenzi
welcome to shbcf.ru