Seh Calaz - Ma1

preview_player
Показать описание
Gore Ra Noah
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Mabhanditi ese isai, like pano, ndikagaragara ndodzoka ....aaah chiri kuda hoyoooo tawanda .2025

williammukungure
Автор

Varikutsigirana neni kuti music yebhandity yadzoka payaimbova isai lyk❤❤❤

MusakuroRomio
Автор

Hatina nguva yekuzotamba kuno ...kana uchibvuma kt Yalla ndibaba vedu ..siya something

daddyquinna
Автор

Lets all gather here Tawanda adzoka manje thankx to Stewart Nyamayaro

hombarumezw
Автор

Seh calaz is bigger than music 🎶 itself trust me, the only person who controls Zimdancehall akasaimba vapfanha vanop3ra nekuimba zvemaDrugs

Lil_kid_kunchy_zw
Автор

Pamberi nebhanditi ❤❤❤ vasingarwadziwi na seh calaz isa like

JasasPJaya
Автор

One bhangwela ndiye sir calas watinoziva uyu

kudakwashechirodzo
Автор

Siya like kana uchibvuma kuti Calaz adzosa dancehall payaimbova

tatendachipango
Автор

Bhanditi rauya varume. Isa like apa anoti bhanditi ❤

MalvenEliasMakiri
Автор

Pawasimbisa Prophet Magaya apo ndipo pawagona. Bhanditi to the world

thirstyh
Автор

Haaaa bhanditi radzoka boys mambo ndimambo and ma 1 hatina chimwe chekutaura zvinevengwa nmuroyi chete ma1

PaulPanasheKativhu
Автор

Maaad tune Tawanda, back to roots..kwakabva Zimdancehall

ralphmusindo
Автор

Bhangwela ndini ndatangaaaa let's gather here

manexcartelofficialzw
Автор

Okay good Tawanda unogona ndakuona kugona kwako nekuti chimungunduru hapachina 😭ndiwe musarapavana wedu magunguru gunduru

MargaretKalaba
Автор

Mambo ❤❤❤❤❤❤❤❤ ndimambo.. hatina kuuya kuzotamba Ma1

Brghtonmubarewhisky-upsn
Автор

Mabhandity tabva kunozvimbisa maGaffa kuFacebok gather heree😂😂😂

sydneyjayden
Автор

Pane anzwawo ka version ke Shaina mwana iwe😂😂😂😂😂.1 Bhangwela rine nharo .🔥🔥🔥🔥🔥

BrianMunhuwei
Автор

Tirimungarava ya Noah tichinakidzwa nebhanditi

#hatina kuuya kuzotamba kuno

🎉🎉🎉

TatendaMatsvange
Автор

❤CymplexMusic awuya kuzotora mukombe. Well done Seh Calaz. Mabhanditi hoyoo. 2025 taka loka mastreets nema garrison ese

brikalonji
Автор

Seh calaz arikubvira🔥 Ndri muBhanditi till I die

Squids