KUKWIRWA NABAMUNINI NDAPAMA 1: CONFESSION | ZIMFOCUS

preview_player
Показать описание
#Zimfocus ShortFilms, Dramas, Comedy

#KindlySubscribe
..............................................................................................................................
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Bamdiki vane mabara chaiwo, not rubber bullets, , mukoma varwadziwa

haroldmukomberanwa
Автор

Next time amai pakaita nyaya dzakadai mnodeedza hama yenyuwo nyaya yotaurwa hama dzemativi ese aripo Tete venyu or sisi venyu vaifanirwa kunge varipo .. endai mnoudza Tete venyu izvezv hunty munin'ina wemurume arikubvuma kut akarara nemi so ndiye ane humbowo

jamespandehuni
Автор

Chengata mwana iwe mwana chipo chinobva kuna mwari

tendayimuzumbayi
Автор

Apa hapana nyaya vaudze Chokwadi vabereki vacho nemadziSekuru acho zvose zvakaitika chakaitika nokuti tsika dzechinyakare kana pakamira kudai Vakuru vaitobvumira muningina wemurume kupinda mumba memukoma wake, uyo asingabereki. Mazuva ano futi muZim manaka mava ne DNA test, vanotesta kuti vaone muridzi wemwana uyu.

allensumaili
Автор

All sherm l'm very sorry mainini . NHumbu musabvisa .mwana chipo chinobva Kuna Mwari. Zvamoita udzayi vabereki vemurume ndozvitoripo vazive kuti ndozvakaitika since imi makawirirana nemurume wenyu coz makazviitira mukuwirirana

thembincube
join shbcf.ru