Baba Harare Vatamba Zvashamisa vanhu Ku Chemhanza🙆‍♂️

preview_player
Показать описание
#zimsocial #babaharare #rependancealbum##sukai #zimgospel#zimtrending #zimnews#scottvibes
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Hoyoooo ! Mbizi une chipo hako mai Tt. Nice voice you can sing zvako mwanangu . Ku church ndiko kwako chaiko wakaita basa nekusaridza kudzokera kuimbira Mwari .Chokwadi ngirozi dziri kupemberera nyange ini ndiri kunzwa kufara nezvawakaita mwanangu Madhuve 🎉🎉🎉🎉❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃💃

ulithachipungu
Автор

Nadaimboti mafunnies, round of applause 👏🏻👏🏻❤

nokutendamuroyiwa
Автор

Amen baba Harare. Watching from Kenya. Nairobi

AnesiKatuka-mt
Автор

Pastor Harare taking zvigure to the world

DenverMpofu-de
Автор

Well done baba Harare, dnt think zvejiti jive zvine basa ini nyaya hombe ndeyekuti akatendeukira kuchiKristu! As time goes achapedzesera ave kuita jive yekuchurch!

PaidamwoyoAbigailNdhlovu
Автор

Vesi iri rondisimudza Amen kasingagume kunevachiri muchitsividzo chokutumwa ne mweya mutsvene vachoyambutsa

LondiaMaisiri
Автор

Nyangwe ukutendeuka hako asi jiti ichiri muropa haibude zvekumhanya😂😂😂😂like kana usingapikise kuti Baba Harare kumberi.

PongoTv
Автор

Baba Harare vanogona avo, god bless you

Lillyonline-gvsq
Автор

U can take baba harare out of jiti but u can't take jiti out of him

bobo-loco
Автор

Power of girl child unondipasa ma nyemwe vamwe vachiita zvemuna bar imwe uchiratidza chipo chako

heatherchitukutu
Автор

Ka Jiti spirit kachirimo😂😂😂but wishing you all the best brother Braveman on your new path of gospel music coz with God nothing is impossible and what God puts you through He usually sees you through it as well saka all is well bro 🙏 good on you for making that decision to go to a new route with your music career and wish you nothing short of the best 👌 👍 😊.

ShortCircuit
Автор

Kutamba kwemunhu ari kurangarira kwaakabv😂😂

RaymondJoe-rzux
Автор

Kkkk baba harare dzokerai kujiti purizi

TryletMagaisa
Автор

Kkkk mkomana we jiti hazviperi zvaakajaira

jagguyusurf
Автор

Amana zvichir zvechurch hr bt kajiti karimo

Tatendapatsonmarare
Автор

😂😂😂😂😂 Baba harare muhombeeee father city awo

TafadzwaKawuta-nt
Автор

David akatamba nguwo dzemukati dzikaonekwa. Mudzimai wake Michal, mwana wamambo Sauro, akanongorera nepafafitera ndokuona mambo David vachitamba jikinya. Achisvika kumba David akasangana nekutuka naMichal. Zvakanzi naMichal hamunyare mambo waIsrael kutamba jikinya pamberi pevanhu. David akamuti ndangandichitambira Mwari wangu uye ndichamutambira pamadiro. Michal akashaya mbereko, haana kubata mwana hupenyu hwake.

maxwelltaranhike
Автор

same Beat rekuzvigureeee, way of singing and the dence ( the package 📦 is still intact

tatendachimwendo
join shbcf.ru