MY HIGH SCHOOL TEACHER (EPISODE 38)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Munhu wese arikutii madam vasapinda ma 1 siya like rako tione kutii team Madam takawanda sei

Tyronemaxaxa
Автор

Dafu ring iyo muchato hr wakachata sei tisingazive asinawo kunzwa nezvemuchato wa dafu isa like

LeroyjohaneMudzikati
Автор

Kune vese varikuona kuti mudhara Chaps arikungodyiwa Mari pasina zvaarikuwana siya like rako pano

Tyronemaxaxa
Автор

Vaya vane dzungu seni rekutanga ku liker usati watomboona zviri muvideo racho huyai musiye like apa ndoda kuona kuti tiri vangani 😊😊


Naiza neteam rake ayewa

muzexcidahmuza
Автор

Jonga ngaite plan aagh... mukomana wema plans kaa uyu😂

BlueskiiNic
Автор

Don't be stressed too much madam Jonga is a master mind ndomutemba .tirivangani tikubvumirana

DianNgorima
Автор

Jonga will come out ne plan I trust him Lilly is a small fish to fry 😂😂

SamsonNyamangwada
Автор

Chero akavhura hombe zvine basa rei iye achigona 😂😂😂😂
Madam Svinurai is underrated vanogonawo acting

MackieJaY
Автор

Svinurai is killing her role
Keep it up team Naiza boom

BlueskiiNic
Автор

Haaaa panamadam najonga ndrikurwadziwa zvngu murikundipa heartbreak 💔💔💔💔💔💔💔💔

PamelaTarurera-lyzk
Автор

Ndiyani mumwe aisa like asati avhura seni😂

PatienceCharamba
Автор

Ini ndakunzwa kuda Lily Lily manje 😂😂 Thanks Naiza boom ❤❤❤ . Vari ku syd kwa Lily Lily huyai

maynardmasauso
Автор

Jonga na madam eish nyaya iyi yava kutiipira Jonga ita plan madam vasadzingwa Basa i love you guys ❤❤❤❤

RovaiNyamhunga-ncyg
Автор

Ndakambokuudza Cleo kuti usakweretesa dhafu😅😅 keep it up my Naiza boom❤

OgahChinemo
Автор

Jonga wauraya madam neBp moyo wawo wawaida kunama wanamanura wakabhaiza

wilbertganda
Автор

Dhafu ipa mwana masweets Lili ndikumiranaye kk

charmainmedzaiMedzai
Автор

Haa madam and jonga shouldn’t get in trouble 😢 if yu think so siya like

Jxm-udmk
Автор

Jonga akabhaiza kuuya neframe kuchikoro apa akaresva chaiko haa

TanakaMuzengeza
Автор

Ebu unobherebhedwa nachaps iwe hausikumuziva😂😂😂🎉🎉🎉🎉

MensentMusa-cwmx
Автор

Iwe kasikana dzosera jonga frame ndozvega zvandavinga pano

MaslineNyakujara-ie
welcome to shbcf.ru