Peter Dewa Moyo - Musara Pavana ( Offical Video ) Naxo Films 2019

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Haaa ukaona munhu anoshora Peter zvaizvezvi muvenhi pachena chena chaipo i can tell😢

Varume kana pakasaiswa excellent pakadai yoiswa papi sounds soo sweet ndabva ndanzwa tsuroo kurara nemanhedee🎉🎉🎉❤❤❤❤

princeTimothy-wtkt
Автор

Dhewa varume respect hm uyu ndimambo vemagitatari ava .handisikunyepa isa kurepert unzwe

MusanteSibanda
Автор

This one akunyatsokwana bhutsu dzababa vake...kubva kudressing...
I wish if I could like twice...ndabva ndaona Tongai....

Kim-dbry
Автор

Swagg ramdhara....kutitaridza musana wefur dhehwa aive yrs dwn the line hakuna ati achena nemufi

naomemugabemmmrsa
Автор

Voice or no voice guys. Lets appreciate what this young man is doing. Qhubeka ngalapho where your father left. You can't sing exactly like him coz you have your own voice. Ngazviende mberi Mwana.

carolinendebele
Автор

One munhu akapfeka bhutsu dzababa akakwana. Mwana Nzambeee!

justicevengesai
Автор

SHAMARI KAGONERO KAWAVA KUITA KA KANOGONA KUMUTSA DHEWA AKA
WHEREVER HE IS HE IS SO PROUD OF YOU
ramba wakashinga mwana wedangwe
dhewa varikukusundira makomborero

peacewellsamsons
Автор

😱😱the way you say Spencer Spencer oh my gosh dehwa is back

charitychayambuka
Автор

Imi peter anogona musanyeperwe ndomatangiro acho aya mavambo aya ngazviende mberi younger une a great future

givemoremsambasi
Автор

I like how you gave gratitude to the likes of Soma, The Headmaster etc for mentoring you, that is a great video

shannonmuendesi
Автор

Im very impressed Dewa, you have worked on your voice.

nicholusdube
Автор

Signature ndaisa. Welldone Peter. Your father must be very happy with you...

hilmarmaveto
Автор

Oooooh I see Tongai in you young igwee may God bless you

munashekavhukuto
Автор

Thanks Peter watifungidza Muchina muhombe his soul is proud of you.keep it up young man

jacktechprofessional
Автор

Kana zvichinzi mweya wemunhu unomuka wa Tongai wamuka manje pana Peter...Legendary ths one i say yes

g_a_p_s
Автор

Peter mwana wamai vangu ummmm unogoesa dear keep it up ndobva pa Gokwe pa Mapu Bomba

TandiweKarara
Автор

Kkkk u guys nababa harare matove macomedian.good work peter igwe dhewa

ashwinmucheri
Автор

up up Dewa . The legacy is not dead after all. Well done Peter.

princetafadzwadube
Автор

Waita ngoma dzekurudunura chaiko young Igwe.
I'm Tongai Moyo's fan .
Video yako inonakidza yabva yandifungisa baba vako .keep it Peter

seviouszuva
Автор

Ummmm Peter waipa ...marovero awakuita aya akumberi ..kuita Tongai chaiye kudaro ..well done bro

solosolter
join shbcf.ru