filmov
tv
Tinosangana kudenga,Neropa raJesu @Hym 129

Показать описание
Nguva yakanakisisa (Hymn 129)
1. Nguva yakanakisisa.
Yokukurumbidza;
Kana tadzoredzaniswa,
Pamusoro kudenga;
Ndizvozvo tichinzwa, mazwi,
Echisimbisiso,
Chokuti kana tikafa;
Pane ino nyika.
KOROSI.
Tinosangana kudenga,
Neropa raJesu;
Nokutenda kuna Jesu.
Tichasanganiswa.
2. Kunakisa korugare,
Rwakasunga mwoyo;
Isu kana taungana,
Pazita raKristu;
Mwanakomana waBaba
Wakakomborerwa,
Chifungidziro chokuti
Tichasanganiswa.
3. Hongu nokukurumbidza,
Kukunda madzudzo;
Tsoka dzedu dzakaneta,
Dzichayambukira;
Zambuko rine ndarama,
Pavakagarira,
Avo vanotida isu,
Kuripo rufaro.
4. Kana takatsaukaniswa,
Kukange kwasvika;
Namazuva mashomana,
Makore mashoma,
Tichava naye Muponisi,
Pane idzo nzvimbo,
Dzatinoreverwa kunzi,
Tichasanganiswa.
1. Nguva yakanakisisa.
Yokukurumbidza;
Kana tadzoredzaniswa,
Pamusoro kudenga;
Ndizvozvo tichinzwa, mazwi,
Echisimbisiso,
Chokuti kana tikafa;
Pane ino nyika.
KOROSI.
Tinosangana kudenga,
Neropa raJesu;
Nokutenda kuna Jesu.
Tichasanganiswa.
2. Kunakisa korugare,
Rwakasunga mwoyo;
Isu kana taungana,
Pazita raKristu;
Mwanakomana waBaba
Wakakomborerwa,
Chifungidziro chokuti
Tichasanganiswa.
3. Hongu nokukurumbidza,
Kukunda madzudzo;
Tsoka dzedu dzakaneta,
Dzichayambukira;
Zambuko rine ndarama,
Pavakagarira,
Avo vanotida isu,
Kuripo rufaro.
4. Kana takatsaukaniswa,
Kukange kwasvika;
Namazuva mashomana,
Makore mashoma,
Tichava naye Muponisi,
Pane idzo nzvimbo,
Dzatinoreverwa kunzi,
Tichasanganiswa.
Комментарии