Pastor N Matende - Pamsoro Pakudenga official video

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

I love the song mkoma norest. Keep it up. Pamusoro pakudenga kuna vatsvene voga.

kw-yzxw
Автор

Waiting nziyo dzenyu dzinokomborera munogonesa wanirwai Nyasha munhu waMwari

MaiMoyoo
Автор

the epitome of apostolic rhythm 🪘. thank you Man of God 🙏

movenchawira
Автор

This song makes me miss my family😢😢😢😢....taiimba tiri tese before nhamo yatiita kuti mumwe nemumwe aende far from home

paulinerusere
Автор

Am in love with this song, thank u pastor Matende as I always say munoimbiswa nedenga

foromerabetty
Автор

Amen and Amen ndicherechedzei baba pandinofamba

LorraineChitandawata-jqit
Автор

Thank you baba izvi zvinoda kutendwa tiri kukomborerwa now ❤❤❤❤😊😊

DzengaProsper
Автор

Mmmmpowerful haaa mandidzosera kure kwandakakura ndiri. masongs aya ndoadaa

ShangwaTimmy
Автор

My sstr love this yhoo oo pese pandomushanyira anenge achiridxa song iyoyi

Deemubs
Автор

Amen kune vatsvene voga chitima chenjanja🙏🙏🙏🙏🙏🙏

PetronellaKatanha
Автор

Powerful motikomborera vanhu vaMwari ndicherechedze🔥🔥🔥🙌🙌🙏🙏

graciousgangata
Автор

Amen kuimba kwakanaka kunodzikisa ngirozi

ThweliShoko
Автор

❤❤❤❤ my favorite be blessed Pastor N Matende

FranciscaChitengu
Автор

Munotikomborera nezwi rakaropafadzwa. Mwari vakupfuudzirei mberi nokushumira through music for the Kingdom of God.

shamisojaricha
Автор

Mwari ngaakuchengeteyi muri mufudzi wemweya yedu

Innman-zf
Автор

My favourite song thank you vanhu vaMwari ❤🔥🔥🙏🙏

graciousgangata
Автор

Pastor norest munogonaa since ndichitanga kukuzivai

WilliamMarex
Автор

Ps Matende keep up the pace man of God!

talentncube
Автор

🎉🎉🎉🎉ndatenda zvangu Hama yangu ❤❤be blessed this my favourite.... great video 🎉❤

anesutasara
visit shbcf.ru