Hakuna zita sera Jesu

preview_player
Показать описание
Hakuna zita sera Jesu, Kana nokudenga,
Hakuna rimwe rakadaro, Zita roM'ponisi.

Tinoda kuimbira Jesu, Tichimupa mbiri;
Nokuti hatizive zita rinokunda iri.

NdiJesu wakafira vose, Wakatida kwazvo;
Zvatanga takaraswa tose nezvitadzo zvedu.

NdiJesu wakaita Nyasha Takamukanganwa;
Wakati: 'Enda zvako mwana, Usazotadzazve.

NdiJesu wakarapa vanhu Akavasimbisa;
Jesu wakadzosera vafi Kune hama dzavo

NdiJesu anoenda nesu Kwose tinoenda;
NdiJesu anotibatsira Muupenyu hwedu.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

you doing great i pray yo channel grows

sportceleb
Автор

I play piano…wish could get the notes for this song from you?

brandonmushunje