MUSAMI FIRE- GOGO VOTANDANISWA NEN'ANGA PAMUTARE

preview_player
Показать описание
NO EASY WALK TO FREEDOM FOR GOGO
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Muzukuru ngaasiye mhuri iyi, endai naye kwamadzimai, musamusiye pamba apa

eltongutu
Автор

Shem muzukuru uyu ane rudo mufunge andisati ndakamboona mwana akaita saiyeyu mwari ndavamukomborerewo vanzwe kuchema kwakewo

Following
Автор

Drewmas toraio muzukuru mushande naye anogona ktaura plus akashinga, she can be a good presenter

nyashamanyangadze
Автор

Honestly Zimbabwe let's help muzukuru and the hubby nekuti zvekurambana nemurume muzukuru ahasi Kuda, she is in love, and she is wife martial amira nemudiwa wake zvakaoma kudaro, soo let's just support both of them .

shadreckhandsen
Автор

My heart broke when I heard muzukuru achiti toda kubatsira sekuru kuenda kuchipatara. Mwana Ane moyo wakanaka uyu, imagine thinking of sekurus health first. God bless u muzukuru

Chicucwa
Автор

After listen to this again, Muzukuru kadzi uyu i now believe kuti pamusha apa akatorerwa kuva mukadzi wenyoka and murume wake akagadzirwa na Gogo kuti aroore aunze mukadzi uyu pamba but truly speaking mukadzi haasi wake. uye nhumbu dze muzukuru kadzi uyu inyama yenyoka.

proactiveafrica
Автор

Ataura chokwadi mzukuru, mbuya vanonyepesa and vanehutsinye big time.

maiwalee
Автор

Muzukuru uyu anemoyo wakanaka. With all the problems, she still thinks of helping sekuru varikurwara.
God bless her

saunyamazvepasi
Автор

Very beautiful muzukuru with a pure soul. May God intervene and bless her anemoyo wakanaka mwana uyu

waltermuza
Автор

Let this be a lesson to all those watching and who have entertained a similar thought. True salvation is only through Jesus Christ who paid for it all on the cross. Satan comes to steal and to destroy.

lameckactivated
Автор

mkoma Andrew sando dzenyu you deserve the best always on point ndogara ndakatarisa drewmas everytime I open my YouTube makakosha guys

vee
Автор

My hearty breaks wen you cried muzukuru can i help you with sumthing.eishhhh you were very strong all the way may God bless you and protect you

MilliciousyNails
Автор

People should start donating money to drewmas media, they must have drinks while entertaining us and by the way musape vanhu number dza muzukuru uyo for now, until abva ega pamurume.

njabulogaba
Автор

This young lady's narratives are so impressive I am sure she will do better as a presenter she is very organized in a special way even her voice projection tone and choice of words is amazing

jimymutarisi
Автор

Tirikurararama nenyasha hama dzangu, mumhuri mune zvakadai askana. Mwari tiputirei munyasha.

momoemadondo
Автор

Hanzi panga pane Q vanhu varikuromba veduwee, I just love the way am leaving my life free sprit

silencecharumbira
Автор

With everything going on with her, she still worries and cares for the poorly sekuru. Such a SELFLESS young lady. The husband doesn't even realise how blessed he is. Mapudzi anowira kusina hari zvedi.

exsellstrading
Автор

Muroora believe in yourself mwari nevadzimu wako vachakurwira keep on praying dhiya

tsitsinyakunu
Автор

🙆‍♀️🙆‍♀️Gogo vanotyisa ava, potse muzukuru pane zvavakamuita kut asaenda

sarahmutingwende
Автор

My prayer is for this muroora to be delivered in Jesus name. Mwari munzweiwoo

idamupamhanga
welcome to shbcf.ru