Zvekuromba muchazvirega henyu-Prophet T Freddy

preview_player
Показать описание
Zvekuromba muchazvirega henyu

To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Kuitira mubereki wake hutsinye shuwa vonzi vakabata ivovasina chavanoziva zvakaoma hazvo

AnnahMatimbe
Автор

Prophet Prophet Prophet 🎉🎉🎉 pamunopfugama ndirangarireiwo.l wish kusvika kuchurch kwenyu.🎉🎉🎉

sidanisiwenkomo
Автор

Love the teaching, "musaseke munhu"!

nyikadzinotsikidze
Автор

T freedy munechipo zvenyu murikubatsira nyika mwari akuitirei nyasha

MadzimyAva
Автор

😮
Ndarwadzirwa mhani kupumha baba huroyi😢

TakudzwaHunidzarira-umsf
Автор

Thanks my Prophet nekuchenesa baba avo, ndogara ndichiudza hama dzangu kuti dzimwe tsananguro siyai pakirawa

ProgressMutandwa
Автор

Magona prophet kuseka munhu mu church kwakaipa

marymuzenda
Автор

🎉, my Powerful prophet ❤❤hamuvharwe netumishonga utwo.Thank you papa for bringing Justice to the father

J
Автор

My papa i love you ... munotaura zvamunodzwa na Mwari... we love you papa

valeriebani
Автор

Dhomokai prophet. Musajaidza varoyi ava. Watching from South Africa

TMelody-cgkc
Автор

Njuga dzakadya muchokochi saka kupomera baba ndo chii ichocho . Mazvita prophet chokwadi chabuda

MavhimaMugova
Автор

Amen Prophet help them truly Prophet

DaisyHonye-xe
Автор

Mazviita henyu prophet machenesa baba ava

Madam-zy
Автор

Uuuuum ende ma1 chaiwo, ndarwadzirwa baba avo😢😢

emeldahchitemerere
Автор

Hallelujah hallelujah àmen Mwari vakanaka veduwee prophet Vangu ivava ndakutyai ❤❤❤

ShelterMugadza
Автор

Thank you prophet
Please pray for me and my family ini ndikurwara nema piles for the past 3months or so

dzikamaimoyo
Автор

Thank u father .nekufukunura zvakavanzika.u are a true son of living God baba

RetinahMukuta
Автор

Prophet vanoda akangwarira. prophet ndibvunzeiwo muonewo kungwarira kwangu.

MarisaNja-cd
Автор

Maita henyu baba machenesa baba🙏❤ manje uchaitsei nhai iwe hezvo wabatwa bvuu pachena heyii unonyarirepi chokwadi

rumbidzaikawome
Автор

Mwari vanenge vatendera, last busstop unoriwana ipapo ipapo❤

adoremusadavatsva