filmov
tv
TENDAI DEMBO & BARURA EXPRESS - NZUNGU NDAMENYA (LIVE)

Показать описание
Tendai & the barura boys live at Longcheng Plaza (Food Nest), Belvedere, ZW
04 February 2023
I was so happy to be able to see them for the first time, sounding incredibly tight!! This was the first show of many that I have seen.
Tendai Dembo - lead guitar/vocal
Chamu - dancer/backup vocal
Livison - rhythm guitar
Knowledge - drums
Malvern - bass
Garie - dancer (left)
Moses - dancer (centre)
Master - dancer (right)
Beer Drinking Guy - guest dancer kkk
Lyrics to sing along at home!
- Ruva rangu ratanhwa naniko
Ndatsvaga padavi raro ndarishaya
- Njiva yangu yatorwa naniko
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
- Njiva yangu yatorwa naniko
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
- Vane chigumbu chikuru amai
Vanditanhira ruva ravo ndariramba
-Vane chigumbu chikuru ambuya
Vanditanhira ruva ravo handiride
-Ndavaudza varamba amai. Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
-Ndavaudza varamba ambuya. Ndinaye wangu nzungu muchaona ndamenya
-Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
-Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
-Ndinzwewo ka mwana weshoroma
Nhume dzangu dzawanda
Nyuchi dzisina basa dzinouya pasina maruva ka
Ndatambura newe iwe
-Ndikafunga mwana weshoroma
Ndatadza kuziva nezvandiri kuronga newe iwe ka
-Ndikafunga mwana weshoroma wavapengesa
Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
-Ndikati ndifare newe vane chizondo
Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
04 February 2023
I was so happy to be able to see them for the first time, sounding incredibly tight!! This was the first show of many that I have seen.
Tendai Dembo - lead guitar/vocal
Chamu - dancer/backup vocal
Livison - rhythm guitar
Knowledge - drums
Malvern - bass
Garie - dancer (left)
Moses - dancer (centre)
Master - dancer (right)
Beer Drinking Guy - guest dancer kkk
Lyrics to sing along at home!
- Ruva rangu ratanhwa naniko
Ndatsvaga padavi raro ndarishaya
- Njiva yangu yatorwa naniko
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
- Njiva yangu yatorwa naniko
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
- Vane chigumbu chikuru amai
Vanditanhira ruva ravo ndariramba
-Vane chigumbu chikuru ambuya
Vanditanhira ruva ravo handiride
-Ndavaudza varamba amai. Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
-Ndavaudza varamba ambuya. Ndinaye wangu nzungu muchaona ndamenya
-Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
-Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
-Ndinzwewo ka mwana weshoroma
Nhume dzangu dzawanda
Nyuchi dzisina basa dzinouya pasina maruva ka
Ndatambura newe iwe
-Ndikafunga mwana weshoroma
Ndatadza kuziva nezvandiri kuronga newe iwe ka
-Ndikafunga mwana weshoroma wavapengesa
Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
-Ndikati ndifare newe vane chizondo
Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Комментарии