Simbarashe and Dispatch 3rd single IVai Nesu ( official single)

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Good sound ndiri fan huru yaSimba anogonesa zvisingaiti muchinda uyu 7 stars kwaari kubva kwandiri

alfordkoza
Автор

Simba tigadzirisirewo voice rako iro uyedzewo kuita semunhu wemangoma kwete zvekuchema zvaunoita pa Mike izvo

RonaldSanjobo-gxut
Автор

Kana arimwana Wa Macheso Ngavasangane pa Stage One day PaJekerere Tisangonyeperwa

RichmanMukahiwa
Автор

Keep working hard Simba. Asi nyaya dzekumba ngadzigare kumba kwete kusocial media. Nyaya dzababa nemwana dzino gadziriswa behind the scenes through vanhu vakuru nemaitiro ane hunhu.

musiwamudau
Автор

Tinotenda avo varikusimudzira Simba Macheso rambayi nemoyo wenyu wetsitsi nerudo rwenyu mwari akuitirei nyasha chokwadi

CleverMusokwa
Автор

Simba may God bless u, une bright future mwana wamai

ChrisBonganiCele
Автор

Musaitira mwana uyo godo nehutsinye musarwadziwa nekugona kwake anogonesa Simba Macheso uyo

CleverMusokwa
Автор

Creativeness ndiyo yatinoda kwete
kutevedzera zvevamwe Simba Macheso anogona zvake arikuzviitira tunhu twake tavekumuziva kuti uyo ndiSimba nevoice rake riri rega kwete zvamuda kuti atevedzere handizvo kwete mwana anozviimbira zvake pachokwadi musarwadziwa name imi vegodo

CleverMusokwa
Автор

Like father lyk son.kip t up Simba u a talented youngman...

titusmoyo
Автор

What a good start. Ndimi Mwari munosimudza marombe kubva muguruva. Zvikasashamisa hamusi Mwari

curls
Автор

Aleck Macheso tsigira mwana wako uyo tapota arikuziva zvaari uyo

CleverMusokwa
Автор

Powerful prayer song.
Love you so much
Keep it up.
Go higher..
Go deeper.
The sky is the limit

denniasmuranganwa
Автор

This is my favourite. I can put it on repeat kusvika phone tapera battery. Pane pandakamboshatirwa pane munhu aifona song iyi ichirira ndikati ndiyani arikundi disturba kunakidzwa nemagogogo soo.

JM-udbj
Автор

Simba my man tinewe wangu Mwari ndewe munhu wese and a melodias voice

andersonchatambudza
Автор

Thank you so much pple who work with simba, keep on .My prayer is for him to be our legend for tomorrow

Juliet-fu
Автор

Uyu ndiye mwana wamacheso manje voice kufanana

StellaMushayakarima
Автор

I like the chanter. Tht is exactly wht the chanter must do
To giv a different feel of the vocals. He is doing it better than shiga and jonasi.. Thts why the Congolese artists are great all over the wrld. They take their job seriously.... This is great... My advise to simba... He must improve on the compositions.... To make sure you touch the souls of the listeners.. Mr maxutra
. Thanx to you as well.. Simba we could see tht he was not ready for studio but u found ppl who were patient to wrk with him... In normal circumstances circumstances experienced artists they refuse to wrk with a person at his level. But these ones agreed... Tht gv simba the will to do some thing well ironed

addmorechigwendere
Автор

Simba maguitery boe hondo iri pamanzwi ngaimbe achigura manzwi akwanise kuwana nguva ekufema

JamsonmaparaMapara
Автор

Ichokwadi here kuti Dis Guy mwana WaBaba Sherrow

RichmanMukahiwa
Автор

Tinashe Mugabe Tinoziva urimurume Anoita zvinhu PaJekerere zvimwe For free Gadzirisa Pana Macheso Nemwana uyo Vanhu Vazive chokwadi

RichmanMukahiwa
join shbcf.ru