Drama Randakaita Parufu RweMurume| Will Default Inheritance Laws | Property Laws & Investment Lesson

preview_player
Показать описание
Drama randakaita parufu rwemurume wangu | Will Default Inheritance Laws | Property Laws & Investment Lesson | Nb

You can send your confessions on the following number...... +27 84 5212849 WHATSAPP ONLY!

At times vanhu vanotya kuita speak out and tell their stories. Therefore, I've created a platform where you can write to us & I will post your confession,secret or story anonymously. I will give my own advice then more will come from the comment section. Its time to get that secret off your chest. A problem shared is a problem half solved.


Subscribe & turn on your notification bell, for i will be uploading new videos Monday to Saturday. Every video has 2 juicy confessions & you don't wanna miss any of them.

#Zimconfessions #Zimscandals
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Last confession aiwaa kwanzi neiwayo ndakatsiva mufi aiwaaa i think i was gonna do the same infact inini hangu ndaiudza vabereki vavo kuti vatore mwana wavo vaende kumba kwaMarwei hanti ndokwavanga vakugara here baby dad and vana vamwene vacho but song vamwe vauya kuzochema aiwaa yandisetsa

vongaithelmamawire
Автор

Confesion #2 mukadzi uyo akaita hutsinye komwana akatadzei anoziwei adzokere ku jeri iya

claraclera
Автор

😂😂😂The last conf:you go girl, you performed very well before those Judas Iscariots😅the first conf:secrets are like cancer, they eat you up until you cannot take it girl.The man you see in your dreams is actually not your uncle but its your subconscious mind that is reminding you of your past wickedness(may you face the consequences of your actions in the future since you are still not ready to confess)

gracesiziba
Автор

She must confess kunyepera sekuru kwawakaita. Wakaita hutsinye husingaite. you deserve what's going on

bernardgwandiwajoe
Автор

Wakatadza my sister. Wakaitira sekuru vako utsinye hwakanyanyisa.

obt
Автор

Aaaaa wakaita utsinye mwana iwe.zvinorwadza chokwadi.reurura kuna mai wako .l appreciate your channel sister.thanx .

wilmarmarara
Автор

You deserve every second of haunting. Uchigere Beth besides confession unofanira kusuffer over 8 years.

brilliantmanyere
Автор

It’s a familial spirit in her dreams. Confess and seek God. The false rape cases are so sad. They need to do deep investigations before executing someone to jail! Woe to them.

KudatheBlessed
Автор

Iyi first confession yeah zvakaoma justice system yedu chokwadi us failing us

kimberleighbandason
Автор

Life always gives you back what you did, I’m commenting on the first confession,

isabelleisabelle
Автор

Anosungwa musikana wekunyepera sekuru. Uyo zvonosungisa

tracyncube
Автор

Iyo last wakagona my sister dai wakafeka Trouse chairo wakagara wakavhura makumbo coz sometimes varume ishiti mhani

pertuniachihota
Автор

Second confession....ko mwana akatadzei kumuisa acid veduwe 🥺😭

shie
Автор

We reap what we sow uyo akasungisa sekuru avanyepera kuti vakamuraper waakukohwa . But why kudaro ?

dainahmoyo
Автор

Mukadzi ngaasungiswe because of the child who was poured acid. She must go to jail for the crime she committed. I hope the justice system haina kudhakwa

beatricemarapara
Автор

Uyooo weku framer sekuru ifa zvako bcz uncle vakatofa vasina mhosva reurura and face the judgement

maimufarosithole
Автор

Last confession mainini vakagona. Hama dzemufi dzakadzidza chidzidzo vanomujairira.

auxciliamunemo
Автор

Waita zvandakaita ndakaramba kugara mumba mune box ndikaramba kubatwa maoko nekut anga akandishainira 🤣🤣🤣🤣🤣

gtrspeed
Автор

1st Conf: Iwe mwana iwe uri muroyi chaiye.Dai ukatofa usina kana nemwana zvake.Sure wakatadza pasi nekudenga.Sorry Skr thou you died in pain .Don't rest until you fight for yourself.Fight until ati ekee

rumbidzaikafurama
Автор

Last confession thumbs up you did well

melodythespeaker