Mark Ngwazi and Njanja Express Kudzosera mbiri

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Young talented gifted artistic good music... creative.mwana wamai Cecilia kumberi

crispenmadzamba
Автор

Fantastic!!! Kuve munhu ifavor yamwari....chisoja hachinei nehumonya, mangani mandimbandimba ari kudzungaira!!?

shingiraimboto
Автор

Mark warema mwana wamai keep it up. Your message is too much. Keep it up kushaya hangu.

simbanegavitinotafadzwa
Автор

Keep on polishing hadzisinyemba dzakanyanya kuipa sedzamacheso hanzi gwaya igwaya

freshmanareonihc
Автор

Kuve munhu inyasha chokwadi coz munhu ndochete chisikwa chinoitira bonde kunakirwa. Zvimwe zvese zvoita zvaakuda kubereka. 😅😅😅

shingiraitrevormboto
Автор

Ichokwadi, musatengesa zvamunazvo nokuda tunonaka

privilegegondongwe
Автор

Pakarohwa zvose gitare nemashoko wakagona blaz

josephmurambinda
Автор

Please help me guyz ne# dzaMark Ngwazi

paulmlambo
welcome to shbcf.ru