THE 3 WITCHES (EPISODE 2) FT SIYOYO

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

APA TIKASVIKA 1K MA LIKE NEMA COMMENTS NEKU SHARE TOBVA TANGOKANDA EPISODE 3 KO TOMORIREI 🎬🍿🇿🇼✅🤝🤝🤝🤝🤝🤝

NaizaBoomFilms
Автор

anobvumirana. neni kuti SIYOYO ishasha siya like...

dadienobie
Автор

Mafuns aSiyoyo let's gather here 👍

BRENDON-uu
Автор

To us we still need Dhafu in the game let’s gather here 😂❤️❤️🇿🇦🇿🇼

elvistalent
Автор

Ndadzidza this move siyoyo eeeh akuna chinonzi shamwari muhupenyu isai like tione kana madzidzawo

Masline-qb
Автор

Yuh ndarwadziwa na Lilly 😢😢Siyoyo Siyoyo yoooo plus vabereki ngatidzidzei kunyarara😢

Musikana-ox
Автор

Watching from Capetown , chipotaiwo muchiisa English pasi mutenderere world 🌎 yese love you guys

ChipoGasseler-kf
Автор

Zvisina dikita rangu kani maoko angu siya

YollandaMunyanyi-ve
Автор

Paida anozochema zvechokwadi uyuuu 😢😢😢😢😭

elvistalent
Автор

This movie ma1 zvinhu izvi zvirikuitika shuwa. Many thanks to you Naiza Boom

PatriciaMusani
Автор

😂😂😂😂😂 maroverwo aitwa Lily ne zizi kumeso ka aiwa siyoyo uri muhombe 👊👊👊👊

MoudySaini
Автор

I'm the first to like and comment ndisati ndoona siya like kna waliker usati waona

BRENDON-uu
Автор

Haa Senzeni is in her element, role iyi anoipedzera

charnellchimutsa
Автор

Ndadzidza zvangu kt paupenyu hakuna chinonzi shamwari kubva pana Siyoyo maiweee ndapera simba zvangu

enlheShadangu-gf
Автор

Kana makuita zvemakuhwa musazokanganwawo zondi 😂😂

TalentMuchepa
Автор

Good job so much love from 🇧🇼 🇧🇼 botswana

CarolineMutogo
Автор

iyi apa madzidzisa vanhu zvakawanda thank you team Naiza 💥

PreciousMawere-he
Автор

Wicked shall not go free 🙏Any arrow that the enemy will use to destroy us may it backfire in the name of Jesus Amen!

ChristineKanyongo
Автор

From South Africa Dhafu is the main actor so why dead epsode 1 let them be gost for improve people attention

lastmandlo
Автор

Yah vanhu garai muchinamata🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾

jacquetatenda
join shbcf.ru