filmov
tv
Gwenyambira odzidzisa vechidiki pachena

Показать описание
Gwenyambira Sekuru Gore vagara mubasa rezvekuimba nekufadza ruzhinji. Vakaridza mbira nevaimbi vakawanda vanosanganisira Thomas Mapfumo nemushakabvu Jonah Sithole. Zvino vafunga kupakurira nhaka yembira kune vechidiki sezvo vava kuvadzidzisa pachena. Ngativanzwei . . .