Give caesar what belongs to caesar : TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP6 #tinashemugabe #dnaman

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Sei munhu mutema akataura inglish zvisiso tinomuseka asi murungu akaedza kutaura mutauro wedu we appreciate.

JeffreyMutombeni
Автор

Maonero anguwo hangu, is it possible kuti vaMugabe pamunouya nemaresults mugare magadzira 2 copies, avoiding vanhu kuzorwira because one. Because panoitwa mwana pane 2 sides, saka kungogara mauya nemapepa maviri zvinogona kubatsira futi.

lazieharsh
Автор

chingarambe zvacho kubuda zvakanaka asi munhuwese anzwa zvirikutaurwa apa . I like his confidence , practice makes perfect

AndrewZindoga
Автор

I like this guy😂😂 even with his broken English he is very confident..keep it up bro

gladysscales
Автор

I just love this episode, very friendly atmosphere here, alleged father just simply and very mannered and mature, some might say his English wat wat but to me nothing wrong, it's the best on this earth ...he deserve a leadership position in Tinashe Mugabe stay blessed 🙏

hokoyochikwenya
Автор

I like the confidence ina baba ava, zvekuti chakatyoka hazvina baba.

ellahncube
Автор

Camera problem yandinayo newe ndekutiratidza Tinashe when announcing the results. Tinashe tomuziva we need to see the reactions of the people when he says the percentages.

cricket
Автор

First time kuona zvikomba zvinowirirana

trustmorechingozho
Автор

Bindura ine kachihure kemupurazi chaiko😢

evelynmuzengeza
Автор

I didn’t know that broken English can be so flowing confidently

HawaBuzwaniMaseko
Автор

I wonder why people are so fuss about broken English, come on guys....this is not his first language so it is expected to break the language here and there, ,,how many times do we see some Zim White men breaking Shona but we dont criticize them, rather we find it cute because we know they are trying. Handiti chikuru kunzwa message here

adyletmutanhuri
Автор

Parizvino Tinashe ukugadzira nyika kana tazogara❤

paulinewandai
Автор

Kazhinji ukaona team rakaitisana vana richiti ndichambonoona mwana or ndikoratidza baba mwana wavo...rudo rwunenge rwuchitsva kwete mbichana.

shingiraitrevormboto
Автор

Chirungu ichi ndaona chapisa kutik tok hangu😂❤

essinamanjengwa
Автор

Usisi yisifebe finish and klarr, even the ex husband is not the father. Part 2 pls

SthaeNyathi
Автор

Hazvishamise ana baba wese vari 2 vari pa picture hapana muridzi wemwana

Briannyanguwo
Автор

Profound observation, we are from a societal background that say murume haacheme but ndopanotangira ma1 ese.

clifordagrippamarambire
Автор

Don't take money kuna john and Peter, you can leave the john n take the peter😂

mancuencube
Автор

Bishu akatodhakwa zvake, ungahure mwana woclaimer mari kuvarume 2 hezvoo barika revarume here ??tinonzwa nekuchinjaniswa sure👌

Tatenda-gd
Автор

Shona ndati Shona mhayi yakanaka zvayo

tabokainZim