Flex Tattle - Mudziyo (official video)

preview_player
Показать описание
Mudziyo official video from Flex Tattle
#.Short and Edited by Porcupine Darto and Zimkings media
#.Powered by Porcupine Darto
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Hello guys please subscribe to this page Porcupine Darto Entertainment thanks in advance 🙏

porcupinedartoentertainmen
Автор

Message well delivered mafana good stuff hakuna mudziyo usinabasa

calvinmarume
Автор

i here couz of what DKT did to u show dem up u are king never give up yooooweee

tescotribechikonzo
Автор

This song is bud yut man makaipa like renyu iro 👍

keithmanema
Автор

tingataura zvakawanda mupfanha anogona anongoda support he needs to be surrounded by good company

blessedstewart
Автор

Sofa wakabuda naro panze vanhu vanototi asipane ashaya yooh mad tune

malvinzindoga
Автор

Haaa ukaona munhu anoita dislike apa anotopenga nxaa real talent famba Jaya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎤🎤🎤

Jamewest
Автор

mufanami wakapenga never giver stay focused unosvika chete

marshalmadziya
Автор

Ndian anonyorera mwana uyu masong coz ini munhu mukuru chaiye ndikuzvitadza

gandsartsofficial
Автор

Mfana iwe ndichakutsvaga one day. Art is your future and you are a man to meet.

scaraafrica
Автор

Yaaa apa ndiwe wega wandanzwa asingaimbe mbanje

nenyashatalentchitiyo
Автор

Uum anogona shame anotokurira vamwe varume vakuru

happinesmuza
Автор

who is here after the DKT scandal, haa vakomana ngavasadaro mfanha anogona uyu

stephenzona
Автор

I didn't know kuti kune tune rakadai gyz this is sickk 💯💯💯💯

staxxakambada
Автор

Anoimba zvine message, keep the fire burning 🔥🔥🔥

talentmuzvidziwa
Автор

Panashe mdziyo straight outta cannan. Hoyo mdziyo mdziyo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Ndi flex t

kelvinchauke
Автор

Clicked by mistake....the best mistake I have made today👌

justsomerandomdude
Автор

Yoooo.chakaipa..# Porcupine Darto#Flexx T #Maxpain

maxwellsithole
Автор

Ndaliker hangu ndisati ndateerera hakuna nyika ine vafanha vanoimba kunge vakuru sezim

torpicstudios