Vari Mugomba

preview_player
Показать описание
Mhare DzeNhare plays the song "Vari Mugomba" for the Zimbabwean Music Festival (2022). Mbira players (left to right) are Tendai Mavengeni, Joyce Warikandwa, Winnefrider Ndava, and Rhoda "Ambuya Tembo" Dzomba, with Chipo Wazara on drums, Irene Chigamba on hosho, and Patience Chaitezvi on handclapping and singing.

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Am a Ndebele but Shona tribe makes me proud of being a Zimbabwean 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼😍😍❤️❤️💯💯💯

lilianpmapiyo
Автор

Regai vanzi Mhare DzeNhare chokwadi. Ndiko kunonzi kutonongora mbira uku. Zvirambe zvakadaro mahombakadzi 👏🏿👏🏿👏🏿...🕺🏿🕺🏿🕺🏿...💃💃💃.

Svosve
Автор

Vanogona madzimai aya.. ndidzo mbira dzebira idzi

simonnyatsambo
Автор

👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿 ndinonzwa kuitirwa zvakanaka kuona madzimai achibatana achiridza mbira pamwechete zvakanakisa izvi ngazvipfurire mberi ❤❤❤ ana Gwenyambirakadzi

maryanibal
Автор

varimugomba varamba kudaira.... iyi kana maiyimba maenda kunodenha vari pasi nhy, sei ndadaro mhaka kungovadaro bedzi ivo vega pazvavo vanozvibvunza ko sei pwere yadaro isu tiripo, zvino pwere yonoita senherera isinayi mutariri isu tiripo... saka vanobva vadaira nekuti unenge wavakuchidzira

Masimba-bi
Автор

This is one of the best Mbira songs that I have come across. Its a masterpiece. It is arguably one of the best mbira groups in Zimbabwe. Keep it up vanamai nehanzvadzi dzangu. You are raising the Zimbabwe flag high

swayhill
Автор

The more I listen the more I am proud to be a Shona and a firm believer in our culture and music

MrMufuga
Автор

When I listen to this song, I have goosebumps in my body, I love mbira. Hokoyo iwe❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉.

joycekachuwa
Автор

Ambuya Rhodah is a songstress par excellence who knows how to compose and sing and play mbira. She's has easily filled into the late Mbuya Stella Chiweshe's shoes, itself a tall order on its own.

MungateMungate-xu
Автор

Makorokoto Mhare kutipa nhapitapi . Tinotenda mudzimu ichengete. Proud of you nekusimudzira Dzimbawe

davidcshumba
Автор

Tendai Mavengeni ko mbira maisepi muchembere nechipo chamuinacho ndapota hangu ndakaita nguva ndichitsvaga mbira dzenyu dzinondi dakadza 👏🏾👏🏾👏🏾 tatenda machembere mose muri pabasa
Tekenyai mbira idzo tinofara nadzo dzino dzora vakaenda kare

ethigilly
Автор

Zimbabwe is BEUTIFUL with its great people and cultures. Love to all Zimbabweans. We are a unique period.

RangaChapi
Автор

Are men here going to pretend like they're not seeing the lady next to the drummer lady hmmmm? 🤔

kudzaidzapasi
Автор

NDANGA NDIRIMUGOMBA VEDUWEE, HANDAI FUNGA KUTI

edwintsvangirayi
Автор

Proudly Zimbabwean cultural music, par munhu anoridza deze akarirsiga Grp is of another level

FidelisNyamangode
Автор

Mbira dzenyu nemazwi muchiita kuti tiswedere pamadzinza enyu padzinde revanhu vatema tirimudzimbabwe

EmilyMuchenga
Автор

Well done ladies
You're well talented munogona rambai makadaro

AlfredtafaraManyani
Автор

Like mbira music ever since I was in grade 1 hameno zvandinongonzwa soo kahunyau nyau
#munogona vakadzi imi

tapiwanashemanzvanzvike
Автор

Tisvitsireyiwo kuna Musikavanhu vana venyu tatambura. Inzwayiwo hurombo.... .. STRONG WORDS

norestmasuku
Автор

Mmmm u nailed it ndofunga neparere mbuya Stella Chiweshe vanonzwa kufara pamwe chete naChiwoniso Maraire my favorites in mbira music ❤❤❤

SusanKarikuimba
join shbcf.ru