Chief Shumba Hwenje - Marimuka ( Official Music Video)

preview_player
Показать описание
Marimuka Official Video

CONNECT WITH US

Digital Admin | 3dotsZimbabwe

Copyright ©2024 Hwenje Studios
Distributed By 3dots Zimbabwe on behalf of Chief Shumba Hwenje
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a YouTube channel, without the prior written permission of the publisher.

#hwenjemarimuka #3dotszimbabwe #idontcare
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Voice here, he is the best at the moment.

miraclemawadze
Автор

Kana muchitozia henyu kut tirikukweshera saka boe, , nway nice song

PetrosMukoni
Автор

YaChife chobvarura ngoma plz ndaimbo venha ED ndakazotoona Kuti varungu ndevekumama tisatengesa nyika varikutishandisa varungu mutengesi asatora nyika

ClarksonMavherevhedze
Автор

Politics aside uyu munhu anotogona hke

couragechademanacalisto
Автор

Hwenje, you are a good singer . I just do not share with you what you believe in.

You are talented. Good singing apa.

dredwardgombae
Автор

Ramoti Chief Heenje revoice shem good song

dhereckmherekumombe
Автор

Iri zimunhu rezanu rine voice iri aaaj❤

entertainmentcentre
Автор

Chief Ngoma morova kubva paMabvaru paya ndaiti kutamba

TineiHungwe
Автор

Ini ndaona mulundukwa pablack😂😂 powerful masge kune vanokanganwa kwavakbva kty vkasiya vnhu ❤❤❤❤

TanyaMuridzo
Автор

Hwenjaldinho... In the same class pama vocals with Dembo, Chopper, Chibadura, Macheso, Ngwazi, Hwenje, DT Bio, Amuli, Mebo, Sulu...

tuzindempofu
Автор

Mr Hwenje bambo munogona chaizvo kunyanya aka marimuka pose ndirikungo nakirwa have have

johnkategu
Автор

Vanities vanoti chief chibaba isa like

DenzelManyevere
Автор

mataliban tiripano kusimbisa Hweeenjee, faamba

tmczimmusic
Автор

Chingoma bho asi sisi vane red newhite varikutamba of key 😂😂

nottypchitombo
Автор

Now maakuurova sungura chaiyo keep up bambo

BlessingMacheka
Автор

Haaa zvimwe nezvimwe unogon but chi zanu zanu sure hatina kumbogarika isu

KelvinChimera-jpfk
Автор

You got new fan from South Africa venda ❤❤

tshivhalavhalakhangwelo
Автор

Shumba never disappoint
Much love and respect 💓

tervanmupepi
Автор

Chakanyanya ichi chinoposa mambo. Top notch keep it up

ANDREWMUPARI
Автор

Can't wait to hit N1 December with this banger

misheckmoyo
visit shbcf.ru