kuurawa kweNjuzu paChivhu

preview_player
Показать описание
Drewmas Media crew mahwekwe neNjuzu.
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Kutaura shuwa vadzimu vedu variko kungoti taakuda kubatira chirungu pamusoro, , , thank you mkoma Andrew necrew👏👏

annahmudzengerere
Автор

Sekuru Raster vataura chaizvo, Njuzu haiurayike zvekumhanya sekutaurwa kwazvaitwa kana kubatika so easy umm

simisongwenya
Автор

Njuzu dziriko i have seen a lot and experienced a lot i respect chivhanu chedu.

pertuniabanda
Автор

Wow now l understand why my country is called the great Zimbabwe

jenetmariki
Автор

lets respect or culture, njuzu dziriko vadzimu variko. im happy to watch this video

eliahtimba
Автор

Vanhu Ngatibvumei kudzidzisw .Mwari wakambowona here koshesai chivanhu chedu full stop

Chirstinemusvosve
Автор

Kwasadza uko kunzvimbo ino ibva kuno gara kuri kunyoro kunogara kuchi verera mvura nzvimbo inoera 💃💃💃

innocentmusaengana-nvjg
Автор

THIS IS A TRUE STORY .ZVAKATOITIKA UYE NDAKATOENDA KURUFU RWEMUNHU IYEYU YAIVE NEXT DOOR YEKWAKABEREKWA MBUYA VANGU MAI VABABA .SEKURU GORA AVO NDOTOVAZIVA VESE VARIPO HAVO I KNOW THEM ALL .KUNJANJA NDOKUMUSHA KUMUFUDZI WAKANAKA 💞💞💞💞👌🏻👌🏻✨✨✨✨

oliviamudawarima
Автор

Saviour Soda was my brother, nyaya iyi ndeye chokwadi kasi zvinonzi kuteurwa kwakaitwa ropa rembudzi padziva ndipopakakanisika

pamelachengetaimugabe
Автор

I like your documentaries, so informative n educative about the zim culture n traditions..

jahmunetsi
Автор

Baba well done with your team, kuyera kwenzvimbo dzedu dzeZimbabwe zivisai Nyika

jb
Автор

Njunzu ndi Sahwira anodedzwa ne dzinza rako, uye inotaura nehomwe kuhope chete .Mudzimu wese haufambe wega .Sahwira uyu anofamba arimberi always. Njuzu haina mutupo kudeketera kunonetsa kuneve nzinza vanenge vachida kushereketa ne mudzimu.

Kana uchinzi une mudzimu usanyepwere nana Papa kunzi unobviswa .Ukada kudaro "homwe inofa "nekuti mudzimu idzinza rako iwe.

Musafurirane zvamusinga zive vana vana Papa pano.

ronniemasamba
Автор

Kule ve dread avo chibaba ndava salute vanosasa zvinonzisisika

Zimaestro
Автор

Rasta avo ndafarira kutsanangura kwavo vataura chokwadi chaicho mai vekuti mbudzi iuraiwe shuwa vanenyaya avo

innocentmoyo
Автор

Njuzu dzakanga dzisingaurayi asi mazuvaano varoyi vakatora advantage yekuisa zvinhu zvavo mumvura kuti zvichiuraya vanhu then vanhu vofunga kuti munhu atorwa neNjuzu ..

mikachiwa
Автор

I come from Chivhu around this area i know Mudzimundateura... Interesting

amurozvi
Автор

Mudzimu ndateura is real and sacred. I grew up in this area. As kids and or as young cattle herders we would often go hunting in the Maringa forests, fishing or bathing in the Nyokamhete and Dzidze Rivers, but we never messed up with Mudzimundateura. We also behaved well in the Maringa Mountains.

fidelisSinyoro
Автор

I hate to be reminded about this. My classmate was taken kwaRukweza kuNyazura tiri ma grade 3 tichitora dongo murwizi rekuumba mombe nemidhori yamadhaks. Chokwadi mwana kubuda 4th day achitopisa mwiri ropa richibuda mumhuno. The boy was called Tendai i can remember him well after 36 years. Zvine utsinya zvinhu izvi ini handidi nekunzwa nezvazvo. Itai mega ini ndakaziva Jesu handidi zvekurenedzwa.

alicem
Автор

Ndinotenda muchivanhu chedu nekuti ndakakura mazviri...ndine Munhu wandinotoziva akatorwa nenjuzu akaitirwa chivanhu akabuda akurapa....asi nhau yangu ndeyekuti ko avo vakauraya njuzu iyi Havana zvakavawanawo here panyama yavo nekuti handisati ndakambozvinzwa kuti njuzu inourayiwa

dezzydeliamusvevereki
Автор

JEMEDZA INOYERA, DZIDZE HAKUSVIKIKE ZVEKUMHANYA🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾

oliviamudawarima