VaRusike pihwai long life mutaure kusvika Zimbabwe it's a yauya. You are one of the greatest Zimbabwean hero. Thank you Baba vechokwadi kwete madzungudzurwa evazhinji vevarume veZimbabwe vese vano bootlicka satanists mnangagwa zanu pathetic fools.
Kuzz
Masoja nemapurisa mukai we only live once ini ndiri binga now hakunachiriko
Machaiwo
ICHI manje manje ndicho CHOKWADI chaifanira kutaurwa kubva kudhara. Mumwe murungu akambondibvunza tirikuchando kuti matongero eZANU ungati vakavenga nyika yeZimbabwe. They were right and that thought stayed with me kuti Zimbabwe haisi nyika isina chinhu so why are we poor? I realised kuti hurumende iyi is not just incompetent asi kuti the deliberately destroy the economy nokuti vanhu vakaguta vanonetsa kudzvanyirira. Nhamo iyi is in purpose because kugadzira nyika hakunetsi
menoverse
Muzimbabwean tererai dzimwe nyika dzava mberi Rusike is right nyika yaenda NEMA foreigners
Machaiwo
These are foreigners who hate Zimbabwe from Matibili to muZambian uyu Mnangagwa. We love Zambians but uyu mumwe wenyu uyu ngaadzose zvinhu zvese odzokera kumusha kwake